Maonero Edu: Zvikoro musape Covid mukana
CHIKAMU chechipiri chezvikoro (Phase 2) chakavhurwa nemusi weMuvhuro uno kuvana veGrade 6, Fomu 3 ne5. Izvi zvinotevera kuvhurwa kwakaitwa nevari kunyora bvunzo dzekupera kwegore rino nguva pfupi yadarika. Vamwe vadzidzi…
Covid-19: ‘MUSANYENGEDZWE’. . . ‘Hainei nekudziya, kutonhora kwekunze’
Tandayi Motsi HURUMENDE inoti veruzhinji havafanirwe kuzvinyengedza vachiregedza kutevedzera matanho ose akatarwa mukurwisa chirwere cheCovid-19 vaine pfungwa dzekuti denda iri harina simba mumwaka wekupisa sezvinotaurwa nevamwe sezvo richigona kunyuka kechipiri…
Mutupo: Moyo Wadyegora
Maita Wadyegora, Evo, Moyo, mwana waRusike, Maita vari Dombotombo. Kuziva zvenyu vari mazave, Maita zvenyu vari Mandoga, Kurere ‘andu naNherera. Maita varere Mahwemachena, VokwaMuzarabani, vari Shangura, Vari Chikombero, vari Dudzu,…
Bembera Padare: Idya uchiziva kuti kuna mangwana
naWedzerai Nhemachena TICHIKURA, taigaroyeuchidzwa nevabereki kuti kana tichidya tisakanganwe kuti mangwana tichada kudya zvakare. Izvi zvaiwanzoitika kana vanobika vabika chekudya chinopfuura mwero wemazuva ose, zvikuru kana pasina kana mhemberero iri…
Mutemo wekuchengetedza vanoshandisa dandemutande
Fourie Revai MUTEMO wekuchengetedza vanhu maringe nezvinyorwa zvepadandemutande rinosanganisira WhatsApp, Facebook, internet kana Twitter wakakosha zvikuru sezvo ruzivo urwu rwava kushandiswa nevanhu vakawanda. Vashandisi veruzivo urwu vanokurudzirwa kuti zviitwe vanhu…
Covid-19 yaondonga mabasa ekurima
Muchaneta Chimuka ZIMBABWE iri kutsigira musangano uri pamusoro pekukosha kwekuchengetedzwa kwechikafu we31th Session Food and Agriculture Organisation Conference for Africa kwemazuva matatu panguva iyo pasi rose riri kurwisa chirwere cheCovid-19…
Vanhu 5 vakafa neCovid pazuva
Tandayi Motsi VANHU vashanu vakafa nechirwere cheCovid-19 muZimbabwe nemusi weMuvhuro bedzi izvo zvabva zvaita kuti huwandu hwevafa nedenda iri kubvira parakatanga muno muna Kurume wegore rino hukwire kusvika pa242. Kusvika…
Mwana wekutsakatika awanikwa
Kingstone Mapupu MWANA wekwaMurehwa wemakore gumi nemaviri okuberekwa – uyo wekubuda munhau achinzi haazi kuzivikanwa kwaari – anonzi awanikwa. Wengai Gukwe wemubhuku raTsiga, kudunhu raMambo Mangwende, ange asiri kuonekwa kubva…
Musanete, rambai makadaro – WHO
SANGANO rinoona nezveutano pasi rose, reWorld Health Organisation (WHO), rinoti nyika dzakwanisa kuderedza kupararira kwechirwere cheCovid-19 hadzifanirwe kuvarairwa, asi kusimbaradza matanho ekurwisa denda iri kakapetwa kaviri.
Vamwe vave kuvarairwa
VERUZHINJI vanoita sevave kuenda vachiregedza kutevedzera zvimwe zvinokurudzirwa pakudzivirira kupararira kwechirwere cheCovid-19, sekupfeka mamasiki, kugeza maoko nesipo uye kusaungana.











