Seed Co yofadza vemadiridziro

TINOKUKWAZISAI varimi nevaverengi mose muri kumativi mana enyika. Tinofara kusangana nemi svondo rino apo tinokurukura pamusoro pekutsivanisa mbeu dzedu (crop rotation) mumwaka yakasiyana-siyana.

Dambudziko rehwiza rorwiswa

KUNNYUKA kwehwiza dzinofamba nyika nenyika dzinozivikanwa nekunzi African Migratory Locust kunonzi kwava kukanganisa kuchengetedzwa kwechikafu uye raramo yezviuru nezviuru zvevanhu munyika dziri mudunhu reSadc nekudaro sangano reFood and Agriculture Organisation rinokurudzira kuti patorwe matanho echimbi-chimbi ekupedza dambudziko iri.

Zviri Mugapu: Nyama yemusoro ine dovi

NYAMA yemusoro wemombe ine dovi kudya kune mapuroteni akapamhidzirwa izvo zvinoita kuti muviri ugare wakagwinya uchikwanisa kurwisa zvirwere.

Akaponda mudzimai wa’boss’

MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) ekwaSadza, kuMashonaland East, vari kutsvaga nemaziso matsvuku murume aiva mufudzi wemombe pane mumwe musha uri mubhuku raKuvarega, kwaMambo Neshangwe nemhosva yekuponda mudzimai waaishandira apo ainge akamusunga mbiradzakondo.

Chitungwiza yapihwa $8,3m

KANZURU yeChitungwiza iri kuita mabasa ebudiriro anosanganisira kuvandudza mapombi anofambisa mvura yesuweji nekucheresa zvibhorani ichishandisa mari inosvika $8,3 miriyoni pasi pehomwe yeDevolution Fund iyo yakabva kuHurumende.

Vemakombi vobatsirwa

KAMBANI yePower Giants Private Limited yakatanga chirongwa chekubatsira mahwindi nevatyairi vemakombi kuti vakwanise kurarama panguva ino apo makombi akambomiswa kufamba neHurumende sedanho rekudzivirira kupararira kwechirwere cheCovid-19.

Maonero Edu: Hwindi ibva wadzidza

SVONDO rino tine nyaya yekubatsirwa kuri kuitwa mahwindi nevatyairi vemakombi nerimwe sangano rakazvimirira nechinangwa chekuti vawane raramo zvichitevera kumiswa kwakaitwa mota dzavo kufamba mumigwagwa neHurumende nedonzvo rekudzivirira kupararira kwechirwere cheCovid-19.

Bembera padare: Gudo guru peta musweGudo guru peta muswe

MAKUDO anogara semhuri semagariro atinoita vanhu. Gudo guru nerimwe zita rinonzi horomba.

Tapfidza: Hwindi

MURUME wechidiki wekuMufakose, muguta reHarare, uyo anoita basa rechihwindi anoti hunhu hwakaipa hunoitwa nevashandi vekumakombi hunokonzerwa nenzvimbo dzavanoswera vari, kutora zvinodhaka uyewo nekumba kwavanenge vakakurira.

Mudzimai ‘apaka bhazi’ . . .   MAI KUNWA MAPIRITSI MURUME ASINGAZIVE

Muchaneta Chimuka “FAMILY PLANNING” muwanano inofanirwa kuitwa bedzi kana murume abvumirana nazvo here? Ko zvikaitwa asingazive? Ivo varume vane chekuita here pakuronga mhuri? Nyaya dzekuronga nekurera mhuri dzinonzi dziri kukonzeresa…

×