GUVA RAKAFUKUNURWA

Kingstone Mapupu GUVA remurume aimbova mutori wenhau rinonzi rakafukunurwa kumarinda eWarren Hills, muguta reHarare, svondo rapera uye hazvisati zvazivikanwa kuti mutumbi wake uchirimo here. Guva rakafukunurwa iri nderaBeaven Chiwenyika —…

Pamatare eChitungwiza hapana mvura

Muchaneta Chimuka VASHANDI vepadare reChitungwiza Magistrate’s Courts pamwe nevanhu vanouya kuzotongwa mhosva dzavo vanoti vari panguva yakaoma zvichitevera kushaikwa kwemvura panzvimbo iyi izvo zvinogona kuisa upenyu hwavo panyatwa yechirwere cheCovid-19.…

Amai vodzidzisa vanhu zveCovid

Tendai Rupapa ari kuMASVINGO ZVIRONGWA zvekurwisa kupararira kweCovid-19 izvo zviri kuitwa nemudzimai wemutungamiriri wenyika First Lady Amai Auxillia Mnangagwa kumativi ose enyika zviri kubatsira zvikuru panguva iyo vanhu vari kuwanikwa…

Akapondera mukadzi kuSA

Kingstone Mapupu MHURI yekuGoromonzi, kudunhu reMashonaland East, ine kusuwa kukuru zvichitevera kupondwa kunonzi kwakaitwa mwanasikana wayo nemurume wake vari kuSouth Africa. VaJones Mukaro (39), avo vanova hanzvadzi yemufi, vanoti Susan…

Chitungwiza yotongerwa kukuvadzisa vana

Muchaneta Chimuka KANZURU yeChitungwiza iri kudhonzerwa kudare redzimhosva reko nemhosva yekusachengetedza marara ayo zvakanaka izvo zvinonzi zvakakonzera kukuvara zvakaipisisa kwevana vaviri avo vakawira murufuse rwunopisa kumuzinda mukuru unorasirwa marara. Vana…

‘Tinoda rubatsiro’

Abel Ndooka MUTUNGAMIRI wesangano reWheelchair and Hand Cycling Association of Zimbabwe, Edmund Makutya anoti shasha zhinji dzemujaho uyu dziri kutambura nekuda kweCovid-19 nekudaro vanodawo kuti paumbwe homwe yemari inovatsigira muraramo…

Wedzerai mabhazi: PAZ

Abel Ndooka SANGANO rinomirira vanhu vanofamba nemabhazi nemakombi rePassenger Association of Zimbabwe (PAZ) rinoti mabhazi ari kufamba mashoma zvikuru izvo zviri kukonzeresa kuti veruzhinji vaungane pazviteshi zvichivaisa panjodzi yechirwere cheCovid-19.…

100 000 vovhenekwa Covid-19

Paidamoyo Chipunza VANHU vanosvika 100 000 vachavhenekwa chirwere cheCovid-19 munyika yose kutanga svondo rino senzira yekumisa kupararira kwedenda iri panguva iyo huwandu hwevari kubatwa nacho huri kukwira. Danho iri riri…

Sarudza mbeu nehungwaru

Ronnie Chigombe TINOKUKWAZISAI varimi kumativi mana enyika pachirongwa chatinodzidzisana kurima navasahwira veSeed Co. Donzvo redu guru nderekuti murimi awane chikafu chekugutsa mhuri nenharaunda. Nekuti murimi akawana chikafu chakakwana pamba pake…

Torarama nemadhiri: Dhemere

Abel Ndooka MUTAMBI weDynamos FC nemaYoung Warriors, Kudzanayi Dhemere anoti zvakakosha zvikuru kuti vatambi venhabvu vemuno vashandise mari yavanenge vachiwana kubva kumutambo uyu kuti zvigovabatsira mune remangwana apo zvinhu zvinenge…

×