62 vapona Covid-19
Tandayi Motsi HURUMENDE inoti kunyangwe zvazvo huwandu hwevanhu vari kuvhenekwa vachiwanikwa vaine Covid-19 huri kukwira, mamiriro ezvinhu anoratidza kudzikama uye chiri kunyanya kudiwa pari zvino kusimbaradza nzira dzekudzivirira kupararira kwechirwere…
67 000 vasungwa
Munyori weKwayedza MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) anoti asunga vanhu 67 419 mumwedzi miviri nechidimbu yadarika nemhosva dzekutyora mitemo ine chekuita nekuti veruzhinji vambogara kudzimba (lockdown) senzira yekumisa kupararira kwechirwere…
Vakaremara voti vaomerwa
Kingstone Mapupu CHIKWATA chemutambo wecricket chevanhu vanorarama nehurema, cheZimbabwe Differently Disabled Cricket Team, chinoti chaomerwa neupenyu uye chasarira shure zvikuru muhurongwa hwacho nekuda kwematambudziko aunzwa nechirwere cheCovid-19 zvichitevera kumiswa kwakamboitwa…
Kuregerera hunhu hwakaipa
naWedzerai Nhemachena KANA ronda rikarega kurapwa nguva ichipo, rinony’enga rokura, pangava pagumbo, paruoko kana papi zvapo. Vanamazvikokota veutano vanoti ronda irori rinogona kuzokura kuita gomarara iro rinozopararira nemuviri wose. Kana zvadaro,…
Mapurisa asunga vanhu 67 000
Munyori weKwayedza MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) vanoti vasunga vanhu 67 419 mumwedzi miviri nechidimbu yadarika nemhosva dzekutyora mitemo ine chekuita nekuti veruzhinji vambogara kudzimba (lockdown) senzira yekumisa kupararira kwechirwere…
Vopinda nekubuda muZim pamadiro
MAMBO Chiswiti vekuMt Darwin, kudunhu reMashonaland Central, vanoti vari kushushikana zvikuru nekuda kwevanhu vari kubuda nekupinda muZimbabwe zvisiri pamutemo vachinohodha zvinhu zvekutengesa kuMozambique sezvo izvi zviine njodzi yekuparadzira chirwere cheCovid-19.
Kuchengeta mask zvine utsanana
BAZI rezveutano nekurerwa kwevana rinokurudzira veruzhinji kuti kana vachida kuzodzokorodza kupfeka masiki yejira iyo inenge yakachena, vanofanirwa kuichengetera pakachena semubepa repurasitiki rinonyatsovharika.
Zim yochema kuna Mwari
Tandayi Motsi PRESIDENT Mnangagwa nezuro vakatungamira munamato nekutsana kwenyika yose muchirongwa chekukumbira kuna Mwari kuti vapindire mukupa mazano ane hungwaru ekupedza chirwere cheCovid-19. Covid-19 chirwere chinokonzerwa nehutachiona hunodaidzwa kuti coronavirus…
Varwere 62 vapona Covid-19
Tandayi Motsi HURUMENDE inoti kunyangwe zvazvo huwandu hwevanhu vari kuvhenekwa vachiwanikwa vaine Covid-19 huri kukwira, mamiriro ezvinhu anoratidza kudzikama uye chiri kunyanya kudiwa pari zvino kusimbaradza nzira dzekudzivirira kupararira kwechirwere…
CBZ yobatsira neamburenzi
GURUKOTA rezveutano nekurerwa kwevana, Dr Obadiah Moyo, svondo rapera vakagashidza rubatsiro rweamburenzi kuHarare Metropolitan Province iyo yakabva kubhanga reCBZ Holdings nechinangwa chekuti ibatsire mukurwisa kupararira kwechirwere cheCovid-19, pakati pezvimwe.









