Muimbi akapona mutsaona 3

Abel Ndooka Tichaona Tasara akawanirwa nyasha muhupenyu hwake uye anorumbidza Mwari zvikuru zvichitevera kupona kwaakaita mutsaona nhatu dzemumugwagwa mukati memakore maviri. Tasara — uyo anotungamira chikwata chePowers of Angel —…

‘Vanoda kundikanda mudhamu’

Courtney Munodawafa MUMWE mudzimai anoti ave kugara akabatira hana yake mumawoko nekutya murume nemudzimai wake avo vanova vavakidzani vake vanomuudza kuti vachamubaya nebanga, vonokanda matumbu ake mudhamu. Nyaradzai Muchenagumbo akamhan’arira…

Vavakidzani vonakurirana HIV

Courtney Munodawafa VAVAKIDZANI vakamisidzama mudare vachipomerana kutaura mashoko ekunyombana pamusoro peutachiona hweHIV uye kupumhana huroyi. Dadirai Kambeu akamhan’arira Sithole Jambu kuHarare Civil Court achida gwaro rerunyararo. Kambeu anotizve Jambu anomutuka…

Oita tsvina ine makonzo mapenyu

Kingstone Mapupu MWANA ane makore mapfumbamwe okuberekwa anogara mumusha weGreen Valley, pedyo neEpworth, anonzi ari kuita tsvina ine matombo nemakonzo mapenyu. Makonzo aya anonzi anobva angotiza pakarepo. Sezvinonzi izvi zvishoma,…

Zvekumhanya zvakabva kuna tezvara: Muzhingi

Abel Ndooka SHASHA yemujaho wemarathon, Stephen Muzhingi, anoti akatanga zvekumhanya mushure mekunge aona tezvara vake, baba vakabereka mudzimai wake, vachimhanya uye nehupenyu hwavairarama uho hwainge hwakanaka zvikuru. Muzhingi — uyo…

Imbonzwa tsunga ine dovi

Muchaneta Chimuka TSUNGA ine dovi mudya ndakasungwa uye unokwanisa kupedza nayo mukonde wesadza kuti tsvai. Svondo rino Shylet Reururai wekuZvishavane anotitsanangurira mamwe mabikirwo etsunga zvemhando yepamusoro. Zvinodiwa: Chikari, poto kana…

Musaregerere mbavha dzemabhemba

MUZIMBABWE pari zvino mune nyaya yazengezana kumativi ose enyika — nyaya yemakororo, mbavha kana kuti mhondi dziri kufamba dzakapakatira mabhemba nezvimwe zvombo dzichipamba zvinhu, kukuvadza kana kuponda vanhu vanenge vachizvishandira…

Zvirimwa zvidiki ipundutso

Kingstone Mapupu VARIMI vekumatunhu asinganaye mvura zvakanaka anosanganisira kuMudzi, kuMashonaland East vokurudzirwa kurima mbesa diki dzinoshingirira muzuva senzira yekudzinga nzara. Kurudziro iyi yakapihwa naMambo Nyamukoho vekuMudzi vachiyambira varimi vedunhu iri…

Votongerwa kurova vatori venhau

Muchaneta Chimuka KUTONGWA kwenyaya yekurohwa kwemutori wemufananidzo weKwayedza, Tertia Mukurumidze (24), apo aive pabasa kwaSeke kwasvika kwamvura yacheka makumbo sezvo nyaya iyi yave padanho rekuti ichipihwa mutongo mudare reChitungwiza Magistrates…

Chikoro chemabasa emaoko kuMudzi

Kingstone Mapupu VADZIDZI vanoda kuita fundo yemabasa emaoko sekuveza kudunhu raMambo Nyamukoho, kuMudzi, kuMashonaland East, vachabatsirikana zvichitevera kuvakwa kuri kuitwa koreji munzvimbo iyi. Theological College ikoreji yakavambwa mugore ra2016 iyo…

×