Kurima mapfunde kunopundutsa
Wendy Madzura TINOENDERERA mberi nehurukuro iri pamusoro pekurima mbesa dzetsanga duku idzo dzinosanganisira zviyo, mapfunde nemhunga pakati pedzimwe. Tikanangana nembeu yemapfunde, sarudzo yembeu yakakosha zvikuru nokuti murimi akasarudza mbeu zvine…
‘Ndiwe wakandizadza AIDS’
Courtney Munodawafa MUDZIMAI wemuHarare anoti akagurwa kunorira nemurume wake uyo anonzi akatora mumwe mukadzi akamutapurira utachiona hweHIV zvikazoita kuti iyewo amuzadze. Ruth Mungaze akataura mashoko aya mudare reHarare Civil Court…
Cindy anonhonga vhunze nemuromo
Munyaradzi Gunduza SVONDO rino tinoenderera mberi nekupedzisa musoro webhuku nenyaya. Maggie anonhonga vhunze nemuromo paanosvika muimba yekutandarira achisimudza Mbuya Haruna kuti vagare mumasofa mavairambidzwa naCindy achiti vaizadza fodya yebute. Pasina…
‘Mai bhoyi ndapota zvangu huya tidzokerane
Courtney Munodawafa MUDZIMAI anogara mumusha weHighfield, muHarare, anoti aimbove murume wake ari kumuteveredza achimudemberera kuti vadzokerane asi iye ari kuti haachadi nezvake zvachose nekuti pavainge vachiri pamwe chete airarama upenyu…
Madzitezvara orikita mukuwasha
Muhamed Komboni VARUME vaviri vemubhuku rekwaNyadongo, kwaMambo Zimunya, kwaMutare, vari kumira mudare redzimhosva vachitarisana nemhosva yekurikita mukuwasha wavo. Panonetsa Chapanduka naGilbert Chapanduka vanobvuma mhosva yekurova mukuwasha wavo Never Taworamwoyo pavakamiswa…
Kisimusi inoda mazondo
NYAMA yemazondo ine kudya kunodiwa semapuroteni ayo anovaka muviri nekusimbisa tsinga sedzemusana. Svondo rino Tatenda Muyambo anogara kuBindura anotipa mamwe mabikirwo enyama iyi pazororo reKisimusi rino. Zvinodiwa: Mazondo, makerotsi, bhinzi,…
Vodya nyama ine Anthrax…Vamwe vanhu vave kurwara…l ‘Musadye mombe dzangofa’
Muchaneta Chimuka VANHU vekwaChikwaka, kuGoromonzi, kudunhu reMashonaland East, avo vasati vozivikanwa huwandu hwavo vanonzi varwara mushure mekunge vadya kana kubata nyama yemombe dziri kufa nechirwere chetungundu ikoko. Kwayedza inoudzwa kuti…
Mumugwagwa hamudi mukonyo
BEMBERA PADARE naWedzerai Nhemachena ZVINONGODA mwoyo murefu kufamba mumigwagwa yemuZimbabwe nokuti vamwe vatyairi vedzimotokari vanotyaira mota dzavo, pamwe nedzevamwewo vanofambamo sevasina kumbopfuura nekunotorwa marezinesi ekutyaira. Nokuti tine chinangwa chekunoona mhuri…
Social media ngaisimudzire mhanzi
Malven Mugadzikwa MUIMBI ari kusimukira mumusambo wechitendero anoti zvakakosha kubatana nevaimbi vagara mune zvemimhanzi uye kushandisa nzira dzechizvino-zvino (social media) kusimudzira indasitiri iyi zvichitevera nyaya yepairesi iyo iri kurozva simba…









