Sare chitori chirwere• Anaro haaite mwana anopona • Haatane kugumbuka, nenharo
Kingstone Mapupu “IWE, rega kuita sezvinonzi une sare!” Vamwe vanhu vanonzwikwa vachishorana kana kutukana vachidaro. Kazhinji, vanhu vanonzwa pachitaurwa nyaya iri pamusoro pesare — vamwe vachitosvika pakushorana kuti nhingi anoita…
‘NDINODHAURISA VANHU NEMHENI’
Kingstone Mapupu “ININI ndini Sekuru Kafela, ndine mheni, ndinogadzira futi mheni — zvose zvemheni ndinogona kuzviita. Kana kune vanoda dzekutenga, ndinovapa.” Izvi ndizvo zviri kutaurwa nen’anga inogara mumusha weUnit J,…
Vakadzi vodzidziswa zveDevolution
Malven Mugadzikwa SANGANO reInstitute for Young Women’s Development (IYWD) rinoti vanhukadzi vazhinji — kunyanya vekumaruwa — havana ruzivo rwakakwana pamusoro pechirongwa chekupihwa kwemasimba munyaya dzeupfumi kumatunhu (Devolution), naizvozvo vanofanira kupihwa…
Akadya mbanje aona mapurisa
Danisa Masuku MURUME anogara kuEntumbane, kuBulawayo — wekumedza mbanje mushure mekunge aona mapurisa ayo aida kumusunga — akazodzirasa sezvo yakamudzipa zvekuita seachafenda. Mbanje iyi — iyo yakanga yakamonerwa muzvibhora zviviri…
Kisimusi: Farai kwete kufarisa
Vanyori veKwayedza VERUZHINJI nevamwe vane mukurumbira muZimbabwe vari kupemberera zororo reKisimusi vachiita zvakasiyana kumatunhu enyika. Mai Rebecca Chisamba — avo vanozivikanwa neruzhinji nechirongwa chavo chepaTV — vanoti vana vavo vashanu,…
Oramwa mukadzi kuMupurisa
Kingstone Mapupu MURUME wekwaChinamhora, kuDomboshava uyo anoshandira kuSouth Africa semutyairi wemagonyeti nemusi weChipiri wadarika akaita zvinogara zvakadaro apo akanoramwira midziyo yemudzimai wake kumba kwechikomba chake. Kenny Mulambilila (32) wemubhuku raGukwe…
‘Vakaremara vanodawo dzidzo’
Nyaya naMuchaneta Chimuka ZVAKAKOSHA kuti vana vakaremara mitezo vawaniswe mukana wekudzidza wakaenzana neavo vane mitezo yakakwana. Kurudziro iyi yakaitwa naSenator Rejoice Timire, avo vanomirira vakaremera mitezo mudare reSenate, pamusangano wakaitwa…
HIV: Magetsi ovhiringa kuongororwa kweropa
Daphne Machiri VANHUKADZI vari kurarama neutachiona hweHIV vanonzi vari kusangana nematambudziko pakuongororwa huwandu hweutachiona hunenge huri muropa ravo pasi pechirongwa cheViral Load Testing nekuda kwezvikonzero zvinosanganisira kushaikwa kwemagetsi. Izvi zvakabuda…
‘Ndine juju yemubobobo’
Kingstone Mapupu VANHU vaiva pataundishipi yekwaDzumbunu, kwaMambo Nyamweda, kuMhondoro, vakava nekushamiswa kukuru nemusi weSvondo wadarika apo mumwe murume akangochere oreurura kuti anoshandisa mushonga wemubobobo uyo unomuita kuti ashinhe nevanhukadzi ivo…
‘Batsirai vanotambudzika’
Abel Ndooka MUIMBI weAfro-fusion Lovemore Nherudzo — uyo vazhinji vanoziva saLovezh — anoti zvakakosha kuti vaimbi vabatsire vanhu vanotambudzika muhupenyu hwavo senzira yekudzorera kunharaunda dzavanoshandira. Lovezh, uyo anofamba nechikwata cheBrave…











