Chipfambi chobhebha kuHopley

Muchaneta Chimuka MABASA echipfambi anonzi abhebha mumusha weHopley, muHarare, zvichikonzerwa nezvakawanda kusanganisira hurombo. Tsika dzinoshoreka idzi dzinonzi dzadzika midzi mumazera akasiyana evanhurume nevanhukadzi zvose. Izvi zvakabuda pagungano rakaitwa nguva pfupi…

Mumugwagwa hamudi mukonyo

BEMBERA PADARE naWedzerai Nhemachena ZVINONGODA mwoyo murefu kufamba mumigwagwa yemuZimbabwe nokuti vamwe vatyairi vedzimotokari vanotyaira mota dzavo, pamwe nedzevamwewo vanofambamo sevasina kumbopfuura nekunotorwa marezinesi ekutyaira. Nokuti tine chinangwa chekunoona mhuri…

‘NDINI NDAKADYA MUNHU’

Kingstone Mapupu VANHU vaiva vakaungana parufu rwemudzimai ane mutumbi wakanga uchangobva mukuvigwa kwaMurehwa vakashamiswa apo imwe mbuya inova ambuya kumhuri yakafirwa inonzi yakadura kuti ndiyo yainge yauraya munhu. Mbuya Enerita…

Mukadzi opa varume muti wemubobobo

Danisa Masuku MUDZIMAI anogara kuFudu, mudunhu reNkayi, kuMatebeleland North, akapotsa arohwa neveruzhinji mushure mekudura kuti anotengesera varume mushonga wemubobobo. Mubobobo mushonga unoita kuti munhurume asherekete nemunhukadzi munhu anenge achishinhwa naye…

Oroverwa ‘kudanana’ nababa nabhudhi

Courtney Munodawafa MUDZIMAI wekuti ari kushungurudzwa kwemakore mana nemurume wake achimuti anodanana nehanzvadzi yake pamwe chete nababa vake akazopotera kudare redzimhosva. Christina Chitsiku akaendesa Norman Mubaiwa kuHarare Civil Court achiti…

Zivai madzinde emitupo

Ticha Danga SEKUVIMBISA kwandakaita muchikamu chapfuura, ndichatora mukana uno kuti tipedzese chirongwa chedu chemipatsa inowanikwa pamitupo. Ndakavhara chirongwa chapfuura ndobata mitupo isati yozivikanwa mipatsa yayo ndichida kuzowana mukana wekunyatsobata tsvagurudzo…

‘Upfumi, dzidzo zvinofambirana’

Muchaneta Chimuka VANA vechikoro vanoti kuoma kweupfumi munyika kumwe kuri kuita kuti vakundikane muzvidzidzo zvavo apo vabereki vari kutambura kuvawanira mari dzechikoro, dzekufambisa, mbuva nezvimwe. Izvi zvakabuda pachirongwa chakaitwa nesangano…

‘Ndinodanana nemadzimai evanhu’

Sukoluhle Ndlovu MURUME anogara kwaMambo Chireya, kuGokwe, akaripiswa mombe nhatu nedare reko mushure mekubatwa nemhosva yekushinha naamai vake – mudzimai wababa vake. Murume mumwe chete uyu anobuda pachena kuti kunze…

Mutambiro waMai Nyasha unenge we…

IMBWA HAIKURIRE SADZA naIgnitious Mabasa PAUCHAITA zvauchaita Kisimusi ino, ziva muganhu. Pauchadya mari usakanganwe kuti January ari kuuya. Pauchapinda mubhawa uchifamba, usazoburitswamo watakurwa. Pauchaenda kuparty dzichaitika, usanwe nekuti vanhu vese…

Hatidi njodzi kana tsaona

IGAROZIVA kuti nguva ino yezororo reKisimusi neGoredzva inguva yekufara, yekudya nekufamba nzendo apo veruzhinji vanoshanyira hama neshamwari dzavo. Nekuti vakawanda vanenge vasingaende kumabasa, vanotora zororo rino semukana kuenda nzendo kuti…

×