WFP yotsigira vanhukadzi
Phillipa Chinhoi-Mukome SANGANO reWorld Food Programme rinoti riri kutungamidza madzimai nevanasikana muchirongwa charo chekupedza nzara panosvika gore ra2030 kuburikidza nekuvatsigira mumabhindauko akasiyana anosanganisira kurima muriwo vachitengesa. Muchinyorwa chakabva kusangano iri…
Seed Co yosimudzira madzimai mukurima
Wendy Madzura naRabson Musimudzirwa KWAISADANWI anonzwa nemusi weChishanu 8 Kurume 2019 apo kwakaitwa gungano revarimi iro rakatsigirwa navasahwira wavo mukuru – kambani huru pakuuchika nekutengesa mbeu, yeSeed Co. Gungano iri…
Ndiri chigure: Kapfupi -‘Handina zvidhoma ini’
Kingstone Mapupu FREDDY Manjalima — uyo anozivikanwa saKapfupi pakuimba nemumitambo yemadhirama — anoti ishasha yezvigure uye achakangobatikana nekunangwa huroyi uko akaitwa nemumwe wake, Charles “Marabha” Milisi. Kapfupi, uyo anoimba nechikwata cheExtra…
Tete nemuroora vorwa
Ashley Muchamiri TETE nemuroora vakamisidzana mudare vachirwira nzvimbo yekurima uyewo nerimwe divi tete vachipomerwa kutsvagira hanzvadzi yavo vamwe vakadzi. Heather Taruvinga akamhan’arira muroora wake Rufaro Forget kuHarare Civil Court. “Ndava…
Mufushwa wemuboora une dovi
MUFUSHWA wemuboora une dovi mudya ndakasungwa chaiwo zvekuti munhu unopotsa wazviruma rurimi nekunakirwa kana uchinge wabikwa zvine hunyanzvi uye uku kudya kwechivanhu kunovaka muviri. Svondo rino Tatenda Shuro wekuMarondera anorondedzera…
Akabatsirana neroja kuponda hanzvadzi
Fortunate Gora ari kuCHINHOYI MURUME wekuKadoma anonzi akaponda hanzvadzi yake achibatsirana neroja ravo achimupomera kumubira $51. Mutauriri wemapurisa kudunhu reMashonaland West, Inspector Clemence Mabgweazara, vanoti mapurisa ari kuferefeta nyaya yekupondwa kwaMary…
Ndide upore: muporofita
Milcah Nhakura MURUME wekuDomboshava ari kupomera mukoma wake anova muporofita mhosva yekudanana nemudzimai wake mushure mekunge amushandira padambudziko raakange anaro. Muporofita uyu anonzi akatyisidzira mukadzi uyu achimuti kana akasadanana naye,…
Mutemo wekumiswa basa
Danai Chirawu MUBEPANHAU reKwayedza remusi wa8 Kurume 2019, takakurukura pamusoro pekodzero dzemumabasa takanyanya kunangana nekuti pamutemo zvii zvinotarisirwa kuti zvive mukondirakiti ine chekuita nebasa. Mukuenderera mberi nenyaya iyi, tichatarisa mashandiro…
Hwiza kusimudzira huku chibhakera
naIgnatius Mabasa HANDIDI kurodzwa sepenzura kuti ndinyoreswe huipi. Kunyoreswa pamadziro vamwe vachinyoreswa mubhuku. Handidi kurodzwa sepenzura kuti ndive nemuromo unobaya kuti ndiburitse ropa nemisodzi. Kukuvadza nekuuraya nemashoko. Handidi kuti ndiitiswe…
A-LEVEL — NGANO DZAMATAMBIDZANWA: Maumbirwo engano
Munyaradzi Gunduza Mavambo: NGANO dziri muboka reuvaranomwe hwemutaurwa, uye dzakaumbwa nezvikamu zvitatu zvinoti mavambo, pakati uye magumo. Ngano zhinji dzaitanga zvakada kufanana sekuti, Kwaivepo . . ., Kune imwe nyika…








