Vodashurwa nezvidhoma

Kingstone Mapupu IMWE mhuri yekwaRusape inoti yaoneswa nhamo nekurohwa nezvidhoma uye vamwe vavo vakatosvika pakufa kuburikidza nekudhonorwa uku. Pane dzimwe nguva, vanodaro, vanotoudzwa nevanhu vekuziva kuti, “Muchazviona, hamuzive here kuti mazino…

Osvetwa ropa pakati peguta

Kingstone Mapupu MUDZIMAI ane bhizimisi muguta reHarare anoti ashaiswa rugare nevanhu vaanoti varoyi avo vanouya kumba kwake husiku vachimuruma muviri wake wose, kumudzipa nekumugara matunduru. Mai Cecillia Marisa (57) avo vanogara…

Ndichiri kuzvinzwa: Duduza ‘. . . makore handiwo anotamba nhabvu’

Abel Ndooka KAPUTENI weDynamos FC – Edward “Duduza” Sadomba – anoti makore handiwo anotamba nhabvu uye mwaka uno anoda kurakidza nyika yose kuti tarenda richirimo maari. Duduza – uyo ane…

Munhukadzi wakakosha

KUTI musha ubudirire mune zvose, panodikanwa munhukadzi. Ndokusaka kuine chirevo chinoti “musha mukadzi”. Kana munhurume akaita zvinoyemurika, ziva kuti shure kwake kune mudzimai uyo anomutsigira. Izvi zvinoreva kuti vanhukadzi vakakosha…

Maticha 1 300 pabasa

Munyori weKwayedza BAZI redzidzo yepuraimari nesekondari rakapinza basa varaidzi 1 300, vakawanda vacho ndokuendeswa kuMatabeleland North. Izvi zvinotevera kugunun’una kwanga kuripo apo murairidzi mumwe chete anonzi aifundisa vana vanosvika 165 mushure…

Zimbabwe, South Africa dzosimbaradza hukama

Tendai Mugabe PRESIDENT Mnangagwa nemutungamiriri weSouth Africa VaCyril Ramaphosa nemusi weChipiri svondo rino vakawirirana kuti vafambise nekuchimbidza zvirongwa zvekuzadzikisa zvibvumirano 45 zvekudyidzana kwenyika mbiri idzi dzichishanda pamwe chete munyaya dzebudiriro…

Delta yakapa mabhezari 75

Abel Ndooka KAMBANI yeDelta Beverages svondo rapera yakapa mabhezari kuvadzidzi 75 vari kuita A-Level nevekuyunivhesiti vakabva kumatunhu akasiyana enyika nedonzvo rekusimudzira dzidzo yevana vanobva kumhuri dzinotambura. Vachitaura pachiitiko ichi muHarare, Muzvare…

‘Koshesai vanasikana’

Daphne Machiri GURUKOTA revechidiki, mitambo nezvekuvaraidza, Dr Kirsty Coventry, vanoti zvakakosha kupa vanasikana mikana yakaenzana nevanakomana mune zvakasiyana kuti vave neremangwana rakanaka. Vakataura mashoko aya muHarare svondo rapera pazuva rekupemberera kukosha…

Vopura mari nederere

Kingstone Mapupu VARIMI vanova murume nemudzimai vakagariswa patsva papurazi reAmeroy kuGlendale, kuChiweshe vaita mukurumbira wekurima derere zvavanoti zvavapundutsa zvikuru pane kurima zvimwe zvirimwa sezvo vachiti vanowana mari nguva yose. VaMutarisi…

Seed Co yakabatsira Peterhouse Boys

Abel Ndooka KAMBANI huru pakuuchika nekutengesa mbeu, yeSeed Co, svondo radarika yakapa chikoro chePeterhouse Boys chiri kuMarondera mayunifomu emutambo wecricket. Vachitaura pachiitiko ichi, mukushi wemashoko weSeed Co – Muzvare Marjorie…