O-LEVEL — MANYAMBIRI: Zvidzidzo murungano

Munyaradzi Gunduza ZVINHU zvaunodzidza ndizvo zvaunobata mushure mekunge waverenga bhuku. Sekusiyana kwemaverengero edu, zvidzidzowo zvatinobura pamwe pacho zvinogona kusiyana. Zvidzidzo zvinobuda mumabhuku enganonyorwa zvinowanikwa pamhando dzakasiyana-siyana. Kune zvidzidzo zveupenyu, zvidzidzo…

Grade 7: Tsanangudzo yetsumo

Ticha Danga RWENDO rwuno hatina mibvunzo yekutanga tapindura kubva muchikamu chakapfuura nekuti nyaya yedu yakanga iri pakupendera chirongwa chamadimikira naizvozvo zvaisakodzera kuti tiisezve mibvunzo yemadimikira isu takange tobuda mubandiko remadimikira.…

‘Chengetedzai nharaunda’

MUDZIMAI wemutungamiri wenyika First Lady Amai Mnangagwa – avo vanova patron wezvenharaunda (environment) – neChishanu chadarika vakaparura chirongwa chekukurudzira kuchengetedzwa kwenharaunda muzvikoro ,cheIntergrated Environmental Schools Project pachikoro cheKing George VI School chiri kuBulawayo.

Votemwa nyora nenyoka

. . . nekuzorwa juju yemudiwadiwa Kingstone Mapupu APO nyaya dzemaporofita nen’anga vari kushandisa nyoka dziri kuwanda, imwe n’anga yekwaChihota inoti iri kushandira vanhu zvine musiyano — inosevenzesa nyoka mukurapa…

Kurwa shanje iwe wafa

VANOTAURA vanoti ramangwana rinoda kurongerwa. Naizvozvo hapana chakaipa kuti vanababa navanamai mudzimba umo vagare varonga zvavanoda kuti zvitwe kana ivo vafa.

Zupco: Ruzhinji rworerukirwa

DANHO rakatorwa neHurumende nguva ichangodarika rekudzosa mabhazi eZimbabwe United Passenger Company (ZUPCO) kuti atakura veruzhinji pakufamba mumaguta nemumadhorobha rabatsira zvikuru mukurerutsira veruzhinji.

zvidhoma zviri kuvava

ZVINHU zviri kunzi zvidhoma zvinonzi zvamuka chibhebhenenga kuZiqaweni kwaMambo Sigola, kuEsigodini mudunhu reMatabeleland South uko zviri kuuraya vana nezvipfuyo uye zvichiparadza zvirimwa.

‘Mbanje kudya kwevakuru’

MURUME wekuBinga anotsanangudza zvakanakira mbanje kwaari achiti uku kudya kana kuti chikafu chemadzimambo nevadzimu.

Kuriritira sugar beans

SUGAR beans chirimwa chakakosha kurima nokuti chinoshanda kuvandutsa utano hwevanhu. Kana ikarimwa zvakanaka, sugar beans inobatsira pakugutsa nyika (food security).

Kanzuru yematicha youmbwa

HURUMENDE iri mushishi kuumba kanzuru ichange ichitungamirira mashandiro ematicha, yeTeaching Profession Council (TPC), iyo varairidzi vachakumbira mvumo yekuti vanyoreswe zviri pamutemo vasati vapihwa gwaro rekuti vaite basa ravo.