‘Nyoka yangu yandirasisa’

Abel Ndooka, Milcah Nhakura naKingstone Mapupu MURUME anozviti muporofita wekuHopley, muHarare, nekune rimwe divi ari n’anga – uyo ari kupomerwa mhosva yekuba achibatsirana nevamwe vake vatatu vakapakata pfuti – ndokuzobatwa…

‘Shavi rondidyisa hove mbishi’

Kingstone Mapupu MUKADZI wekuChitungwiza ari kuti akambogara nenjuzu pasi pemvura kwemwedzi mitatu ndokuzodzoka ava kudya mazai asina kubikwa nehove mbishi. Martha Chakudzuka (47) – uyo anozivikanwa nezita rekuti Mbuya Malema (47)…

Makambani 37 orima mbanje

Leonard Ncube ari kuVICTORIA FALLS HURUMENDE yakapa bvumo kumakambani 37 emuno neekunze kuti ange achirima mbanje yekushandisa mukugadzira zvakadai semishonga inorapa zvirwere zvakasiyana. Izvi zvinotevera chisungo chakaitwa neHurumende gore rapera chekuti…

Zvikoro zvovandudzwa

Kudzai Chikiwa naSharon Chikowore HURUMENDE yakatanga chirongwa chekuvandudza zvikoro zviri kufanodzidzirwa nevana kwenguva duku (satellite schools) zvinosvika 72 pa1 800 zviripo munyika yose nechinganwa chekuti vana vafundire pakakodzera. Mashoko aya…

Opa mabhezari kuvana vechikoro

Daphne Machiri SANGANO rakazvimirira reAfrica Rise Foundation riri kusimudzira dzidzo yevana vanobva kumhuri dzinotambura asi vari shasha muchikoro kuburikidza nekuvapa mabhezari. Muhurukuro naSolomon Ndondo (25), uyo anova mutungamiri wesangano iri,…

Tsikamutanda ikuruku, tsotsi

SVONDO rino tine nyaya inokahadzisa zvikuru, yemuporofita anogara kuHopley, muHarare, uyo anonzi akabatwa nemapurisa aine mukweshwa wenyoka yerudzi rwemhungu mumba make panove pakirawa paanonamatira nekushandira vanhu. “Kushandira” vanhu! Muporofita uyu…

Gadziriro dzemwaka wekutengesa fodya dzoitwa

Kingstone Mapupu KAMBANI yeTobbaco Industry and Marketing Board inoti gadziriro dzemwaka wekutengeswa kwefodya dzave padanho repamusoro uye kutengeswa kwechirimwa ichi kumisika yakasiyana kunotarisirwa kutanga pakati pemwedzi waKurume. Dr Andrew Matibiri…

Nyoka: ‘Ngwarirai, munorombeswa’

Kingstone Mapupu NYANZVi dzezvechivanhu nevakuru vemachechi vanoti maporofita nen’anga vanoshandisa nyoka havana kumbosiyana nevaroyi. Izvi zvinotevera nyaya yemuporofita anovezve n’anga wekuHopley, muHarare, uyo akabatwa nemapurisa aine mukweshwa wemhungu yaanoti ndiyo…

Vanhukadzi nekodzero dzemumabasa

Danai Chirau DINGINDIRA remazuva 16 ekurwisa mhirizhonga regore rapera raive pamusoro pekuchengetedzwa kwekodzero dzevanhukadzi, zvikuru kushungurudzwa kune chekuita nebonde. Ichokwadi kuti kubva mugwaro rakaburitswa neboka reZimbabwean Industrial Psychologists muna Nyamavhuvhu…

Maporofita, n’anga nenyoka

Kingstone Mapupu MAPOROFITA nanatsikamutanda vakawanda nguva zhinji pavanoita basa ravo rekuchenura misha vanowanzobata nyoka izvo zviri kukahadzisa veruzhinji kuti sei vasingabate zvimwe zvinhu zvinonzi zvinoshandiswa nevaroyi semapere nemazizi? Gore rapera,…

×