Hudzamu hwenzwisiso

Ticha Danga KOTORO ino yatosvika musvondo rechinomwe zvotoreva kuti tasarirwa nekotoro imwe chete kuti tipinde munguva yebvunzo munaGumiguru. Zvino tinoda kuva neruzivo rwehuremu hwamapepa ebvunzo kuti hwakamira sei. Dzimwe nguva…

Zvekuita kana munhu abatwa chibharo

Danai Chirawu KUBATWA chibharo nedzimwe mhosva dzine chekuita nebonde ndiwo matambudziko makuru ari kusangana nevanhukadzi pamwe nevana muZimbabwe.

Zvidavado mumutambo

Munyaradzi Gunduza Zvidavado zvinoshandiswa pakunyora mutambo uyu:

Murume nemukadzi voendeswa kudare

Milcah Nhakura MUKADZI nemurume vakaendeswa kudare nevamwe vanhu vemunharaunda mavo vachipomerwa kuvatuka zvinyadzi, kuvarovera vana vavo nekuvabvisa panzvimbo dzemisika pavanotengesera zvinhu zvavo.

Kuzivikanwa nemahwani akapfeka ngowani

IMBWA HAIHUKURE SADZA naIgnatius Mabasa NDIRI kunyora ndiri kure nekumba. Chinondipa tariro ndiri kwandiri kuno ndechekuti ndiri kukwanisa kutaura nemi vari kumusha. Ndiri kukwanisawo kutaura nemhuri yangu, pamwechete nekunzwa zviri…

Akupa chirauro ndiye wako

MUDZIMAI wemutungamiri wenyika First Lady Amai Mnangagwa vari kuita mabasa makuru mukusimudzira nharaunda dzakasiyana kumativi mana eZimbabwe. Zvakare, Amai Mnangagwa ndivo patron wesangano rinobatsira vanoshaya, reAngel of Hope Foundation.

‘Dhudhu’ padare rasabhuku

Kingstone Mapupu DARE rasabhuku wekwaMambo Negomo, kuChiweshe, harina kuzopera zvakanaka mushure mekunge pamuka bongozozo iro rakazosiya mutevedzeri washabhuku ava nembonje uye ojuja ropa nekurohwa neveruzhinji apo kamwana kane makore 12…

Akatsingwa aba mabanana 4

Kingstone Mapupu MUKOMANA wechidiki wekwaChirumhanzu anoti ava mhetamakumbo mushure mekunge anokorwa tsoka yake apo iye nevamwe vake vakanoba mabanana mune rimwe bindu.

‘Ndinotsindira vakadzi vakaroorwa – N’anga

Kingstone Mapupu MURUME wekuChinhoyi — uyo aimbova n’anga yaiuchika vakadzi asi iye zvino ave pastor wechechi — anoti mumazuva ake ekuita zvitadzo, akamitisa madzimai evanhu anodarika 100 apo aivatyisidzira nekuvanyepera…

Stanmore B yakatora mukombe

Bright Musakanda AIVA makuwerere pakupera kwegore ra2018, musi wa11 Zvita, kuStanmore B Irrigation Scheme mudunhu raMambo Musara, kwaGutu.

×