Stanmore B yakatora mukombe
Bright Musakanda AIVA makuwerere pakupera kwegore ra2018, musi wa11 Zvita, kuStanmore B Irrigation Scheme mudunhu raMambo Musara, kwaGutu.
Muroyi otongerwa ‘border jumping’
‘Ndakapinda muZim ndichibhururuka murusero’ Runesu Gwidi ari kuBIKITA MUDARE redzimhosva rekuBikita, kuMasvingo, mune nyaya inoshamisa zvikuru – mukadzi wekuMalawi ari kutongerwa kupinda muZimbabwe zvisiri pamutemo apo iye ari kuti akapinda…
‘Mapurisa muchapera kufa’
Mwedzi uno, iwo uno uyu . . . Sukoluhle Ndlovu TSIKAMUTANDA wekuGweru —uyo nguva yadarika akambokonzeresa mushure mekunge aenda kudare reGweru Magistrates’ Court achiti anoda kuuraya vatongi vaviri pamwechete nemuturikiri…
‘Anondituka nezvehiv’
Tatenda Shuro MURUME wekuMbare, muHarare, akachema-chema mudare achiti mudzimai wake anomutuka pajekerere pamusoro pekurarama kwaari kuita neutachiona hweHIV. Alouis Karigo akamhan’arira mudzimai wake Rhoda Machingauta kuHarare Civil Court. “Ishe wangu,…
‘Muti wekutaura une chivanhu’
Sukoluhle Ndlovu TSIKAMUTANDA wekuGweru —uyo nguva yadarika akambokonzeresa mushure mekunge aenda kudare reGweru Magistrates’ Court achiti anoda kuuraya vatongi vaviri pamwechete nemuturikiri weko —anoti iye zvino ava kuda kuuraya mapurisa…
Kukaringa muswe wemombe
ZVIRI MUGAPU NAMUCHANETA CHIMUKA NYAMA yemuswe wemombe machikichori chaiwo kana ikakaringwa zvine hunyanzvi.
Sainzi dzinokosha: rcz
Abel Ndooka BOKA rinoona nezvetsvakurudzo munyika muno, reResearch Council of Zimbabwe (RCZ), rinoti zvakakosha kusimudzira ruzivo rwesainzi kuburikidza nekugadzira zvinhu zvinobatsira mukusimudzira upfumi hwenyika.
‘Exam fees’ haisi kukwira
Zvamaida Murwira MARI inobhadharwa nevadzidzi kuti vanyore mazamanishoni emuno haina kukwidzwa zvichitevera chisungo chakaitwa nedare reCabinet svondo rino chekuti mari iyi irambe iri payaive iri muna2018.
‘Murume ari kuzviti ndiMwari mupengo’
‘. . . ongororwa pfungwa’ Kingstone Mapupu MURUME wemuHarare ari kuzviti akambofa, ndokuzomuka kwapera mazuva maviri uyewo achizviti ndiye “mwari”, anotsanangurwa nevamwe vemachechi neveruzhinji semunhu anorasika njere. Yehoushuah Shadreck (43)…
Nzara: Gara wagadzirira
MWAKA uno mvura haizi kunaya zvakanaka kumatunhu ane chitsama enyika izvo zvakonzera kuti zvirimwa zvakaita sechibage zvisvike padanho rekuda kuoma nekuda kwekushaya mvura kwenguva yakareba.











