Zvakakosha kuti veruzhinji vachengetedze nharaunda dzavo
Phillipa Chinhoi-Mukome BAZI rinoona nezveminda, kurima, mvura, mamiriro ekunze nekugariswa kwevanhu patsva rinoti zvakakosha kuti veruzhinji vachengetedze nharaunda dzavo nekutora matanho anodzivirira kushanduka kwemamiriro ekunze ayo anokanganisawo manairo emvura zvichizokonzera…
Akaponda baba ‘muroyi’
Kingstone Mapupu MURUME wechidiki wekuZaka, kuMasvingo anonzi akaponda babamukuru vake — mukoma wababa vake — achivatema nebadza apo aivanenera kuva muroyi
‘Njovhera yandiworora’
Kingstone Mapupu MUKOMANA anogara mumusha weNational, kuMbare, muHarare – uyo wekushereketa nepfambi achifunga kuti zvichangoperera murima – ava kuzvidemba achibuda pachena kuti akatapurirwa chirwere chenjovhera icho chava “kumun’en’ena” sikarudzi yake.
Ndine mimba yechidhoma: Mhandara (19)
Nhlalwenhle Ncube IMWE mhuri yekuLower Gweru yakasara yapererwa zvikuru nguva pfupi yadarika mushure mekuudzwa nemwanasikana wavo uyo ane makore 19 okuberekwa kuti mimba yaainayo akamitiswa nechidhoma.
Musanganiswa wemitauro
Daphne Machiri MUMWE munyori wemabhuku ari kusimukira anoti veruzhinji vanofanira kukoshesa mitauro inovandudza tsika nemagariro avo.
‘Hapana kugarisana’
Tatenda Shuro VAVAKIDZANI vakamisidzana mudare mumwe wavo achiti ari kuoneswa nhamo nekugarotukwa achinzi imbavha uye ipfambi nekuti akabereka vana nevarume vakasiyana.
Mapurisa 78 akakuvadzwa
Tendai Mugabe MAPURISA 78 akakuvadzwa mumwe chete ndokuuraiwa apo vaive pabasa panguva yakaratidzirwa zvine mhirizhonga mumwedzi waNdira gore rino uko kwakarongwa nebato rinopikisa reMDC-Alliance neZimbabwe Congress of Trade Unions (ZCTU)…
. . . mbavha hokoyo: zrp
Fortunate Gora ari kuCHINHOYI MAPURISA eZimbabwe Republic Police kudunhu reMashonaland West ari kuyambira makororo ari kupota achibira vanhu mari, nhare nemimwe midziyo vakapakata pfuti apo vanenge vachifamba nzendo nemabhazi kuti…
Mapatya chaive chituko
Munyaradzi Gunduza SVONDO rino tinopedzisa kupindirana kwemusoro webhuku nerungano.








