‘Usamhanyire kuenda pabonde’
Malven Mugadzikwa SANGANO reNational AIDS Council (NAC) riri kubatana nereZimbabwe AIDS Prevention and Support Organisation (ZAPSO) mukuvamba zvirongwa zvakanangana nekupa chenjedzo kuvanasikana munyaya dzekuzvidzivirira kubva mukutapurirwa utachiona hweHIV neAIDS uye…
Musatengese minda: Mambo
Kingstone Mapupu VARIMI vokurudzirwa kuti vasatengese minda yavo sezvo katsika aka kachidzosera mabasa ekurima kumashure uyewo kutengesa ivhu imhosva huru sezvo riri reHurumende.
Maporofita dzosai juju yangu: n’anga
Kingstone Mapupu MURUME wekwaMurehwa ava kudemba achichemera zvinhu zvake zvaaishandisa achaita zvehun’anga izvo zvaanoti akatorerwa nemaporofita apo akamborwara.
Musoro wemunhu mubhuti
Munyori weKwayedza MUNYAYA inotyisa zvikuru, mapurisa emuHarare akaita mahwekwe nemurume ainge aine musoro wemunhurume mubhuti remota mangwanani emusi weMugovera wadarika.
‘Kurima ngakuve bhizimisi’
Kingstone Mapupu VARIMI vokurudzirwa kuti vatore basa rekurima sebhizimisi kuitira kuti vave nepundutso izvo zvinobatsirawo mukusimudzira hupfumi hwenyika.
2018: zvishamiso neminana
Tandayi Motsi GORE ra2018 rasvika kwamvura yacheka makumbo uye vamwe vaverengi veKwayedza vanoti ranga riri gore remashura, zvishamiso neminana.
MAONERO EDU: Ramangwana rirongere
GORE ra2018 rasvika kumagumo uye zvakawanda zvakaitika mugore iri — zvinofadza nezvinosuwisa. Asi chikuru ndechekuti tinofanira kupa mbiri kuna Mwari kuti vatisesekedza kusvikira kumagumo kwegore rino. Kune vamwe vakarasikirwa nehama,…
Zvawakawana ndizvo zvatovepo
Ticha Danga KUMIRIRA kwatakanga takaita kuya kwasvika kwamvura yacheka makumbo. Goho redu rakabuda zvekuti mumasvondo maviri apfuura tanga tisingadi kutaura pamusoro pezvakabuda mubvunzo tichityira kukwidza manera vaya vakabuda zvakanaka uye…
Variko vari kudya mari yavasiri kufanira kudya
naIgnatius Mabasa SERENGA munhu anongomberereka, anongoritaira asina musha kana pekugara. Munhu akafanana nemashanga anongotakurwa nemhepo munguva yeChirimo. Anogona kufamba achinzi mupenyu, asi iye akafa.
Zvidzidzo zveupenyu
NYORA zvidzidzo zvishanu zveupenyu zvawakawana mumutambo Kereke Inofa uchitsigira nezvinoitika mumutambo uyu. [25]








