Chenjedzo pamusoro pemalignant melanoma
Dr Blessing Zambuko GOGO Blandina Dete (harizi zita ravo chairo) ndimbuya vanozikanwa zvikuru avo vashanda vasina kana chavakapfeka mutsoka dzavo muminda yavo kwehupenyu hwavo hwose.
Chimoto chenhare
Muchaneta Chimuka MURUME wechidiki wekuChitungwuiza — uyo anofungirwa kuti imbavha —akawanikwa aine nhare mbiri dzinokosha $200 idzo akakundikana kupa tsanangudzo izere kuti akadziwana kupi zvikaita kuti asungwe.
Zvinoyera patsika dzavatema
Ticha Danga MWEDZI waMbudzi une zvakawanda zvinoitika. Mwedzi uno unozivikanwa nekurangarirwa nevazhinji nekuda kwezvaunotakura.
Hurudza dzekwaMakoni pfacha kuStapleford
NEMUSI wa30 Gumiguru varimi vekuWard 7, kwaMakoni, kudunhu reManicaland, vakakoromoka vakanaka kumuzinda mukuru wekuuchika mbeu, weSeed Co uri kuStapleford, muHarare.
Castle Preimership log
Team P W D L GD P FC Platinum 33 23 6 4 37 75 Ngezi Platinum 33 20 5 8 27 65 Triangle United 33 17 4 12 10 …
‘Kurera mhuri ikodzero yemunhukadzi’
Muchaneta Chimuka SANGANO reUnited Nations Population Fund (UNFPA) nguva yadarika rakabatana neZimbabwe National Family Planning Council (ZNFPC) mukupemberera zuva rekushandiswa kwemishonga yekurera mhuri, reWorld Contraceptive Day apo vakawana mukana wekukurudzira…
‘Changu kubira mhene, kurova’
Wendy Nyakurerwa anga ari kuCHIVHU TSVARAKADENGA yemuChivhu – iyo inova pfambi uye mbavha yemandiriri – iri kuita kuimba chaiko ichiti raramo yayo iri mukubira vanhurume mumabhawa uye haina wainozeza pazvibhakera.
Ziva nezvechirwere cheSyphilis
SANGANO reNational Aids Council (NAC) mumakore apfuura rakatenga zvinovheneka chirwere cheSyphilis (test kits) senzira yekuti varwere vavhenekwe nekurapwa chirwere ichi.
Mafuro ave mashoma: z c F U
Muchaneta Chimuka MAMIRIRO ezvipfuyo mune dzimwe nzvimbo dzenyika anonzi haasisina kumira zvakanaka zvichitevera kuparadzwa kuri kuitwa mafuro nemoto wesango uye nekushomeka kwemvura yekunwa nekuda kwekuzara kwenzizi pamwe nemadhamu nejecha zvichikonzerwa…
Seed Co yobatsira National Gallery
Malven Mugadzikwa KAMBANI huru mukuuchika nekutengesa mbeu muZimbabwe, yeSeed Co, nemusi weMuvhuro svondo rino yakapa $5 000 kuchikoro cheNational Gallery of Zimbabwe School of Visual Arts and Design icho chiri…





