‘Ndini jesu’
Kingstone Mapupu MUKURU weimwe chechi iri muHarare ari kuzvifananidza nemwanakomana waMwari — Jesu Kirisitu — achizviti akasandurwa zita naMusiki ndokutumidzwa rekuti Emmanuel.
Akafira R2 000 yeroora
Whinsley Masara MURUME wekuTsholotsho, uyo pari zvino ari kugara kuSouth Africa, anonzi svondo rapera akadzoka kumusha apo akazozvambaradza imwe hama yake kusvikira yafa achiipomera mhosva yekumubira R2 000 iyo aida…
‘Vamwe vanoda kungwarirwa’
Munyori weKwayedza MUNYORI mukuru musangano reFederation of Indigenous Churches of Zimbabwe, VaMathius Tsine, vanoti mazuva ano vanhu vanofarirwa kungwarira mamwe machechi nehutungamiri hwacho.
Kuremekedza mufundisi Kudarika murume wako
Kingstone Mapupu “MAFUNDISI atitorera rudo kubva kumadzimai edu chiokwadi.” Mashoko aya anotaurwa naVaJonah Muchimika (47) vemuHarare apo vanogunun’una pamusoro pemamwe madzimai avanoti anopa rukudzo rwakanyanya kumafundisi asi vasingakudze varume vavo…
Musaregedze maarv: who
Muchaneta Chimuka SANGANO rinoona nezveutano pasi rose, reWorld Health Organisation (WHO), rinoti pari zvino hakusati kwava nemushonga unorapa HIV neAIDS.
Homework yemwana yeShona yandibvuraudza
naIgnatius Mabasa UNOZVIZIVA here kuti unogona kufuridza zvibharuma zvemutauro usingambotya kuti zvinogona kuputika? Unogona kufuridza zvibharuma zvemutauro zvikakura zvekuenzana nemba, zvobva zvakutakura kuenda mudenga mumakore wotoona nyika iri pasi.
Grade 7: Yava nguva yekugadzirira
Ticha Danga NGUVA yatiri ino takamirira kuuya kwegoho ratakapedza gore rose tichigadzirira. Hapana ari kuziva zvichabuda mubvunzo idzi sezvo vanamazvikokota vachiri mushishi kumaka mapepa asi tinotarisira kuti panonoperera mwedzi waZvita,…
O-LEVEL : Gara wagadzirira
Munyaradzi Gunduza ZVAKAKOSHA kuti uite gadziriro yakasimba yekunyora bvunzo dzeuvaranomwe (nhetembo nenganonyorwa) — dzingave dzepakati pegore kana dzekupera kwaro.
Ipai Hurumende mukana
MATANHO ari kutorwa neHurumende yaPresident Mnangagwa mukugadzirisa zvimhingamipinyi zvakatarisana nenyika munyaya dzeupfumi atotanga kuratidza zvibereko zvawo zvinobatika.
A-LEVEL — KUDA MUHONDO: Kuti vatema vakunde
Munyaradzi Gunduza TINOENDERERA mberi nekupedzisa nzira dzinoshandiswa nevatema kuti vakunde vachena muhondo yeChimurenga.






