Rima manwiwa zvine unyanzvi

Bright Musakanda MAVISE kana kuti manwiwa (water melon) chirimwa chakatangira kuno kudunhu reSouthern Africa.

Mbappe haasi kuzouya: Guardiola

PEP Guardiola anoramba mashoko ekuti chikwata chake chiri kuda kubhadhara mari inosvika 200 miriyoni paunzi kuti chitenge mutambi weParis Saint-Germain, Kylian Mbappe, muna Ndira wegore rinotevera. Zvakabuda mumapepanhau kuti City…

Kushandiswa kwemakondomu nemazvo

Kuna Chiremba Ndiri murume ane makore 20 okuberekwa. Handisati ndamboita bonde hupenyu hwangu hwose. Ndakatanga zvidzidzo zvangu zvekukoreji nguva pfupi yadarika uye kuve kure nekumba kunoita kuti pave nemukana wekuita…

Grade 7: Ramba uchiita gadziriro yebvunzo

Ticha Danga KANA Zhizha raswedera, miti inoita pfumvudza kuyeuchidza vanhu kuti nguva yava kuda kukwana yekuvhurika kwedenga. Vakangwara vanobva vafanorodza miromo yemagejo nemapaza kuitira kuti panongonaya mvura yemunhuruka, kungobata zvipani…

Kumitisa kamwana kwamuparira

Muchaneta Chimuka MURUME wekuChitungwiza wekupinda pabonde nemwana akaigochera pahutsi zvichitevera kutongerwa kwaakaitwa nedare reko kugara mujeri kwemwedzi 18.

‘Yangu mari ndeyedoro

Gamuchirai  Muzanenhamu VANHU vaive mudare vakakahadzika apo mumwe murume akati haadi kuti hushamwari hwake nasahwira wake huparare achiti ndiye anomuchengeta kubvira pane zvekudya nezvekupfeka sezvo iye achiti akawana yake mari,…

Zvikoro zvobatsirwa nemichina

Rumbidzayi Ngwenya SANGANO reZimbabwe Chapter of the Forum for African Women Educationalists (FAWEZI) svondo radarika rakapa rubatsiro rwemidziyo inoshandiswa mukuita ongororo yemamiriro ekunze pamwe neyemumarabhoritari kuzvikoro zviri muHarare senzira yekutsigira…

Bumbiro idzva redzidzo: Zvidzidzo zveJunior School

naChiremba VAVARIRO yedzidzo yeJunior School kuwaridza hwaro hwakakwana, hwakasimba hwedzidzo yose inenge ichazodzidzwa nemwana. Hwaro uhu hunosanganisira unyanzvi hwekuverenga, kunyora, kushandisa nekuziva masvomhu, kushandisa michina yakaita semakarikureta nemakombiyuta uye kusevenzesa…

500 000 vodzivirirwa cholera

Paidamoyo Chipunza VAGARI vanodarika 500 000 vemumisha inoti Glen View, Budiriro, Glen Norah neMbare vachapihwa mishonga yekuvadzivirira kuti vasabatwe nechirwere checholera.

‘Ndinorohwa nabhudhi vamadhamu’

Lizzy Mushoriwa MUKADZI wekupihwa gupuro nemurume wake mushure mekunge samusha uyu aoneswa ndondo nekurohwa nanatezvara vake anonzi ava kuda kuzviuraya pamwe chete nevana.

×