Zvinhu zvekuyemura
Munyaradzi Gunduza SVONDO rino tinopedzisa mhinduro yemubvunzo watakatanga svondo rakapera wakanzi;
A-LEVEL — KUDA MUHONDO:Zvinorwadza vanhu vatema
Munyaradzi Gunduza ZVINHU zvinoita kuti vanhu vatema vaende kuhondo nevachena:
Chikiribidi hatichide
NGUVA yekunyorwa kwebvunzo dzeZimbabwe School Examinations Council (Zimsec) yasvika. Vana veGrade 7 vakatanga kunyora neMuvhuro uno uye veO- neA-Level vachatanga pakati pemwedzi uno.
Kubikira sadza mubhara idzo poto dziripo
naIgnatius Mabasa KUBIKIRA sadza mubhara idzo poto dziripo zvinorevei? Kana kusiri kurwara, saka chii?
Eco-school yekutanga muZim…Chikoro chekuHwange chonyora nhoroondo
Leonard Ncube ari kuVICTORIA FALLS CHIKORO cheSt Mary’s Primary School chiri kuHwange svondo rapera chakanyora nhoroondo apo chakaparurwa kuva chekutanga muZimbabwe kuva Eco-school. Vana nevarairidzi vepachikoro ichi vanoshandisa makombiyuta, materevhizheni…
‘n’anga yakanditi uraya’
Tendai Gukutikwa MWANA kasvava achangobva kuzvarwa akapona neburi retsono kwaZimunya, kwaMutare, mushure mekunge amai vake — avo vanorarama nehurema —vakamuzvuzvurudza kwechinhambwe chinosvika mamita 200 ndokuzochera guva risina kudzika, umo vakamuviga…
Derere: Zvambura mari
Bright Musakanda DERERE, okra pachiRungu, chirimwa chinovaka muviri pamwe chete nekuitisa murimi mari yakawanda.
‘Tsigiraiwo vanhukadzi mumhanzi’
Abel Ndooka MUIMBI wechitendero, Martha Shonhiwa, anoti iye zvino yave nguva yekuti vaimbi vechidzimai vemisambo yakasiyana vasimukire uye vasvike kure muindasitiri yemimhanzi.
Kukosha kwematanga etsuro akanaka
Kingstone Mapupu VARIMI vanopfuya tsuro vokurudzirwa kuti vagadzire matanga akanaka ekudzichengetera uyewo nemakeji emhando yepamusoro zvinoita kuti dzigare dzakasununguka nechinangwa chekudzivirira zvirwere zvakasiyana-siyana. Kurudziro iyi yakapihwa nenyanzvi munyaya dzekupfuiwa kwetsuro…
‘ndasanganisa varume 200’
Muchaneta Chimuka MUKADZI ane makore 42 okuberekwa uyo anoita basa rekutengesa muviri wake kuvarume – chipfambi – kuChirundu, anoti kubvira paakatanga kuita izvi makore 22 adarika, ashereketa “nemhene” dzake dzinodarika…







