Nguva yehondo
Munyaradzi Gunduza SARUDZA nhetembo dzinobuda muna Rukuvhute dzinoburitsa dingindira rezvematongerwo enyika/hondo yeChimurenga.
Unoenda kunorara wakwira kombi yebp
naIgnatius Mabasa KUSAZIVA hakusi kwekuchikoro chete. Ndinogaroudza vanondiziva kuti unogona kupasa kuchikoro asi wofoira hupenyu.
‘mukadzi wangu ari kudanana nemuporofita’
Gamuchirai Muzanenhamu MURUME wekuendeswa kudare redzimhosva nemudzimai wake achida gwaro redziviriro, anoti iyi inzira yekuti mukadzi uyu awane nguva yekusanana nechikomba chake chinova muporofita icho chinonzi chinomutora nemotokari vachinoita “kugochi…
Tipei mabhuku: vana
eNew Curriculum mashoma Muchaneta Chimuka VANA vechikoro vanoti vakazvipira kushanda nesimba kuti vabudirire mudzidzo yavo temu yechitatu ino zvisinei nekuti vamwe vavo vari kuchema-chema nenyaya yekushomekwa kwemabhuku eNew Curriculum.
Murimi gara wagadzirira
VANAMAZVIKOKOTA vezvemamiriro ekunze vanoti Zimbabwe imwe yenyika dzinotarisirwa kunaya mvura yakaringana, asi paine mukana mukuru wekuti inogona kuzoshomeka pane inotarisirwa kunge ichinaya mumwaka wose wekurima wa2018/19.
N’anga, maporofita vakapihwa nyembe
Muchaneta Chimuka VARAPI vechivanhu nevemakereke, avo vanova nhengo dzesangano reZimbabwe National Practioner’s Association (ZINPA), svondo rapera vakapihwa zvigaro nezvitupa zvinofambirana nekugona kwavo basa rekurapa.
Zvikoro zvovhurwa
Muchaneta Chimuka RINONGOVA besanwa svondo rino muguta reHarare apo vabereki vari kugadzirira kuvhurwa kwezvikoro temu yechitatu nemusi weChipiri chiri kuuya.
Kupfuya tsuro kune mari
Kingstone Mapupu VARIMI vekumatunhu akasiyana enyika vokurudzirwa kupfuya tsuro senzira yekuvandudza mabasa avo sezvo bindauko iri rinonzi rinoita kuti vazviwanire mari yakawanda zvikuru kuburikidza nekudzitengesa. Kurudziro iyi yakapihwa naVaGift Jambaya…
Tinosvika kure: fc Platinum
Abel Ndooka SHASHA yeCastle Premiership, FC Platinum, inoti shuviro yayo kuti ive chimwe chechikwata zvikuru muAfrica yese kuburikidza nekutamba nhabvu yepamusoro-soro.
Akapondwa anoona vana
Kingstone Mapupu MURUME wekwaMujinga, kuHurungwe, anonzi akapondwa nechikomba cheaimbova mudzimai wake apo akanga aenda kunoona vana vake kumusha kwemukadzi uyu.







