‘Fury anokara mari’
ANTHONY Joshua anoti anofunga kuti Tyson Fury anotungamidza mari pamberi apo shasha iyi ichangodzoka mutsiva. Fury – uyo anozivikanwa saGypsy King mutsiva – akakunda Francesco Pianeta mwedzi wadarika kuti azopinda…
Mabhezari 30 ekuChina
Munyori weKwayedza kuMasvingo VADZIDZI 14 — avo vanova shasha muchikoro – vakaita rombo rakanaka rekuwaniswa mabhezari ekuti vanodzidza kumayunivhesiti ekuChina vachitsigirwa nesangano rakazvimirira, reRuddson International Consultancy. Vadzidzi ava vachabatana nevamwe…
Matanho ekupfudza muchato
Isabel Palasida DZIMWE dzenguva vanhukadzi vanogona kugara vari muwanano iyo vanenge vasina kusununguka kuve mairi.
‘Mimba yako ndinoibvisa’
Lizzy Mushoriwa MUKADZI wekumitiswa nemurume akaroora ava kuzvidemba sezvo achiti ari kugara akabatira hana mumawoko nekuti mudzimai wababa ava ari kumuti anoda kuti nhumbu iyoyo ibve, kunyangwe zvodini.
Rondedzero: Manyorerwo etsamba
Ticha Danga MUTENDA wedu tinaye uye shuviro yekuti anofanirwa kunaya kubudikidza nanachiremba vatakataura vaya namapiritsi nemishonga yatiri kumupa zuva nezuva kudzimba, kuzvikoro naimo mubepanhau reKwayedza. Mwana anofanirwa kumira neizvi kubva…
Muvakidzani akarumwa vachirwira sitendi
Lizzy Mushoriwa VAVAKIDZANI vaviri vakatsvukisirana maziso mudare nenyaya yesitendi iyo yavanogara vachirwira, mumwe nemumwe wavo achiti ndeyake.
– bumbiro idzva redzidzo –Zvakanaka nezvakaipa
naChiremba IDZI ndidzo pfungwa dzinokosheswa nejekerere revanhu mukurarama. Pfungwa idzi dzine chekuita nekusarudza chakanaka nechakaipa, chinofanirwa kuitwa nechisangafanirwa, chinorumbidzwa nechinofanira kushorwa.
Kuteketera kuvadzimu
Munyaradzi Gunduza TSANANGURA zvidavado zvinowanikwa munhetembo dzemhiramidzimu. [25]
Bhinzi nemupunga, sadza
Muchaneta Chimuka USAVI hwebhinzi inhapitapi uye hunovaka muviri sezvo muchiwanikwa mapuroteni nekumwe kudya.
$10m yekukweretesa vadzidzi
Leonard Ncube ari VICTORIA FALLS BAZI redzidzo yepamusoro, sainzi nekusimudzirwa kweruzivo rwemichina rakanyorerana chibvumirano che$10 miriyoni chemari yekupa zvikwereti kuvadzidzi neimwe kambani yekuSouth Africa iyo ichavapa zvikwereti vachizodzosera mari iyi…


