‘Ehe, wakandibata nechikomba . . .’

Janet Chari— MUKADZI wekubatikidzwa aine chikomba nemurume wake anoti ari kuona ndondo nekushungurudzwa nekuda kwenyaya iyi, zvisinei kuti akamukumbira ruregerero pazvakaitika.

Kuti unzi wanyora zvinonwisa mvura

Ticha Danga— KUBHINDAUKA kwose kwatiri kuita kunoshaya maturo kana hwaro hwedu husina kusimba kana kumira zvakanaka. Ndiri kutaura ndakanangana nebasa guru ratiri kuita rekuedza kugadzirisa chiShona chedu maringe nebvunzo richanyorwa…

Ndatadza kuita mwana

MUBVUNZO: Sekuru, ndine dambudziko rekushaya mwana. Ndiri murume ane makore 30, ndakaroora kaviri asi vakadzi vachingozoenda pasina mwana aitwa. Iko zvino ndakaroora zvekare asi hapana kana shanduko — mwana handina.…

Mazamu pachena asi mabvutirwa hembe?

HANDIDI kurambira munyika yakare, nekuti ndingazosara ndega vamwe vese vapera kuenda nenyika yeWi-fi, Sci-fi, Artificial Intelligence, Profile Pictures, Selfies nemaStatus.

Vana vakadyisa baba nembwa

Andile Tshuma— VARUME mukoma nemunin’ina vakasungwa nemapurisa vachipomerwa mhosva yekuuraya baba vavo kuNkayi mushure mekunge vanetsana pamusoro penyaya isati yave kuzivikanwa, uye mutumbi wemurume uyu wakazongoonekwa wave kudyiwa nembwa.

Napoli yoshuvira Cech

NAPOLI iri kuda kutenga mubati wepagedhi weArsenal, Petr Cech (36), nechikwereti.

Ongororo yeNhapitapi Bhuku 3

Musoro webhuku: Nhapitapi YeChiShona Bhuku 3 Remudzidzi ISBN: 978 177900 922 7 Vanyori: C.D.S. Hwiridza naL. Viriri Vatsikisi: College Press NHAPITAPI YeChiShona Bhuku Remudzidzi Fomu 3 rinotsigira zvinangwa zvebumbiro idzva…

Kushungurudzwa zvakarerekera kunyaya dzepabonde uri pabasa

Geraldine Tendai Kabaya— PAMABASA panoitika zvinhu zvakawanda. Zvinhu izvi zvinosanganisira zvinokanganisa raramo yemunhurume kana munhukadzi zvichienderana nekuti zvinenge zvaitwa nenzira ipi.

Sarudzo: zec yogashira mazita evachakwikwidza

GADZIRIRO dzesarudzo dzichaitwa musi waChikunguru 31 dzave padanho repamusoro uye neChina svondo rino mapato ari kuda kukwikwidza ari kuendesa mazita enhengo dzawo kumatare eNomination Courts ekomisheni inoona nezvesarudzo, yeZimbabwe Electoral…

Odanana ne‘village’ rose

MUDZIMAI anopinda chechi yeJohane Masowe weChishanu uyo akaroorwa kwaSeke — nyakunzi akaita chipfambi aine mimba ndokurega kureurura, zvikazokonzera rufu rwemwana waakabara — ari kuita kuimba chaiko achiti anodana nevarume “hobho”.

×