Sadza nemasoya chunks
Zviri Mugapu MASOYA chunks inhapi-tapi kana achinge abikwa zvine unyanzvi uye ane mapuroteni ayo akakosha kumuviri wemunhu. Svondo rino Tinotenda Mugari wekuMasvingo anotsanangudza mamwe mabikirwo emasoya chunks.
‘Dzidzo inotanga neutano hwakanaka’
HURUMENDE neMuvhuro uno yakaparura chirongwa chekusimudzira nyaya dzezveutano muzvikoro icho chinodaidzwa kuti School Health Policy pachikoro cheBlackstone Primary School, muHarare.
‘Tave kuda Afcon’
. . . Chiyangwa otaura nezvekuhwinha kuCosaf MUTUNGAMIRIRI wesangano rinoona nezvenhabvu munyika reZimbabwe Football Association (Zifa), Phillip Chiyangwa, anoti hapana chinotadzisa maWarriors kuhwina mukombe weAfcon zvichitevera kutora kwakaita chikwata ichi…
Soul Jah Love naSeh Calaz vari kutotsvagawo nzira
URI kuenda wega here kana kuti pane vari kukuendesa, zvichireva kuti uri kuendeswa kufanana nekuitiswa? Variko vamwe vanoti kana vabvunzwa vopindura kuti ndangonzi ndiende nekuti vamwe vari kuenda.
‘Musatsimbirire matarenda evaimbi’
MUIMBI wemisambo yechitendero nenziyo dzechivanhu anoti vaimbi vakawanda vachiri kusimukira vari kusangana nedambudziko guru rekushaya rutsigirwo izvo zviri kudzosera shure budiriro yematarenda avo.
Delta yovaka zvikoro
. . . nekupa vana mabhezari KAMBANI inogadzira zvinwiwa, yeDelta Corporation, iri kubatsira pakusimudzira dzidzo kumativi mana eZimbabwe kuburikidza nekuvaka zvikoro pamwe nekubatsira vana vanotambura nekuvapa mabhezari ekuti vafunde kubva…
Tinoshandisa magadziko kuvhura madoor: muroyi
‘Ummm, chiropa chemunhu kunaka!l ‘Ummm, chiropa chemunhu kunaka! Danisa Masuku— MWANA mukomana ane makore mashanu okuberekwa wekuKezi, kuMatabeleland South, ari kushamisa vagari veko achiti aneta kushandiswa nemuvakidzani wavo mumabasa ekuroya…
Agriseeds, makore 30 yakasimba
Agriseeds – iyo yakavambwa muna 1988 – iri kupemberera kusvitsa makore 30 gore rino. Payakatanga, kambani iyi yaiuchika mbesa diki dzakadai senzungu, suga beans, mhunga necow peas.
Ecobank yodyara miti muzvikoro
BHANGA reEcobank — rakabatana nemapoka anochengetedza masango anosanganisira reEnvironmental Management Agency (EMA), Forestry Comission neZimbabwe National Water Authority (Zinwa) — svondo rapera rakadyara miti inokosha $20 000 pachikoro cheUmzururu Primary…
Batsirai vana veSt Faith’s High
Sifelani Tsiko— CHIKWATA chevana vanodzidza paSt Faith’s High School, kwaRusape, chiri kutsvaga rubatsiro kubva kune vemabhizinesi nevanhu vakazvimirira kuti chikwanise kuenda kumakwikwi epasi rose, eWorld Series Quiz Competition, ayo achaitwa…











