Mombe dzofa nezvirwere kuMhondoro

VARIMI vekudunhu reMhondoro votarisana nedambudziko guru rekufa kwemombe nekuda kwezvirwere zvisati zvazivikanwa izvo zvave kukonzera vamwe vavo kuti vadzitengese nekutyira kuzorasikirwa kana dzikafa dzoga.

Zvikoro zvitsva 2 000

 ‘Dzidzo ikodzero yemwana wose’ BATO riri kutonga reZANU-PF rinoti rinokoshesa zvikuru kuwanikwa kwedzidzo nemwana wose munyika uye rine hurongwa hwekuvaka zvimwe zvikoro 2 000 panosvika gore ra2023.

Akafira nyoka ‘yake’

MURUME wekwaMashayamombe, kuMhondoro, ari kunzi akazviuraya nekunwa muchetura mushure mekunge nyoka yaanonzi anga achishandisa mumabasa ehuroyi yabatwa nanaTsikamutanda.

Votatsurana mumitambo yenaph

ACHANGE ari makuwerere nomusi weChishanu chino paAlfred Beit Primary, muHarare, apo shasha dzakakunda mumitambo yakasiyana yezvikoro zviri mudunhu reHarare dzichange dzichitatsurana.

Guva idzva rakafukunurwa

. . . chitunha chikatorwa . . . pakaonekwa zitsoka ‘. . . aya mabasa evaroyi’ VANHU vainge vachangobva kuviga mutumbi wehama yavo mubhuku raMurove, kwaChinhamora, kuDomboshava, vakaona chishamiso apo…

Chisora orovana naTakam

DERECK Chisora (34) acharwa naCarlos Takam (37) apo vanenge vachitsigira mutambo waDillian Whyte naJoseph Parker.

– Bumbiro idzva redzidzo –

Vavariro yetatu yedzidzo itsva naChiremba VAVARIRO yedzidzo itsva yetatu ndeye kusima chidokwadokwa chekuti mudzidzi azoramba achida kuenderera mberi nedzidzo kana dai apedza chikoro chevadiki.

Zvikoro zvokasika kuvharwa

BAZI redzidzo yepuraimari nesekondari rinoti zvikoro zvichakasika kuvharwa nemusi wa26 Chikunguru uye danho iri rakatorwa kuitira kupa mukana kuitwa kwesarudzo musi wa30 Chikunguru.

Sarudzo: Ziva kuti kuna mangwana

PATASVIKA apa unonzwa Mai Rebecca Chisamba vave kuti, “Chiringazuva chedu chatsvuka chikakwata.”

Zviwanikwa zvezimbabwe –

Juliet Sharon Tom— chipembere ubhejane/Black Rhinoceros CHIPEMBERE pachiRungu chinodaidzwa kuti “Black rhinoceros” kana kuti “Hooked-lip rhino” nekuda kwemamiriro akaita muromo wacho uyo unenge chikochekero. Iyi inozivikanwa seimwe yemhuka dzakare-kare pasi…

×