‘. . . ndinofuma ndirere panze’

MURUME wekuMberengwa anoti akadzingwa kumusha kwake nehama nevavakidzani vake nekuda kwekuti anongofuma arere panze asi asingazive kuti akabuda sei mumba.

Ticha wekutsengwa ‘nhingirikini’ ava nani

MUDZIDZISI wepachikoro cheRio Tinto Secondary School chiri kwaMubaira, kuMhondoro — uyo akatsengwa-tsengwa sikarudzi yake nemumwe murume apo vairwira musikana — anonzi akabuda muchipatara uye ari kupora ari kumba kwake.

World Cup: Chabvondoka

KUCHANGE kusingadanwe anonzwa svondo rino kutanga musi weChina apo pasi rose richange rakatarira kunyika yeRussia uko kuri kutambirwa mutambo weFifa Wold Cup 2018.

‘Itai mabhindauko muzvikoro’

. . . zvikoro zvichiwana mari . . . vana vodzidza pachena NHENGO iri kukwikwidza musarudzo dzedare reParamende yakamirira bato reZANU-PF muHarare Central, Cde Misheck Mangwende, vanoti vana vanofanira kupinda…

Vavakidzani vaburana . . .

‘Uri kuda kutora murume wangu’ Gamuchirai Muzanenhamu— MUDZIMAI wekuendeswa kudare nemuvakidzani wake achinzi ari kumushungurudza anopikisana nemashoko aya achiti mukadzi uyu ari kuda murume wake, izvo zvinoita kuti vagare vachinetsana.

Haye osendeka zvetsiva

. . . ndakabata basa AIMBOVE shasha yetsiva ine mabhande eWorld heavy-weight – David Haye (37 – ari pamufananidzo pasi), otaura pachena kuti asendeka zvino kutamba mutambo uyu zvachose zvichitevera…

‘Ndingori murume wezita . . .’

Janet Chari— MURUME wekumhan’arirwa nemudzimai wake achinzi ari kumushungurudza akazoudza dare kuti mukadzi uyu ave negore nemwedzi yakawanda achiramba kupinda naye mumachira izvo zvinozomupa hasha vopedzesera vave kupopotedzana.

Chikoro chitsva kuMuzarabani

SANGANO rakazvimirira reOpen Heart Disability Trust, iro rinomiririra kodzero dzevanhu vakaoma mitezo, rakavhura chikoro chinodzidzisa vana vakaremara kubvira paEarly Childhood Development (ECD) kusvika Grade 7 kwaChawarura, kudunhu reMuzarabani.

Mwana wose anoda dzidzo

MWANA wose ane kodzero yekuwana dzidzo pasina rusarura kuti anobva kumhuri yakabudirira here kana kuti kwete.

Bumbiro idzva redzidzo –

Vavariro yepiri yedzidzo itsva naChiremba VAVARIRO yepiri yedzidzo itsva kuumba mudzidzi anozonyatsoti kwane kwane muupenyu hwemba uye muupenyu hwebasa kwose kwaari. Chinangwa ndechekuti mudzidzi abude muchikoro aine zvaanokwanisa kuita nepfungwa,…

×