Chikoro chodzidzisa vana mafambiro mumigwagwa
Freeman Razemba— HURUMENDE yakavhura zviri pamutemo muzinda wekudzidzisa vana vechikoro pamusoro pemitemo inotarisirwa pakufamba kusina njodzi mumigwagwa pachikoro cheHurungwe Primary School, kwaMurehwa, senzira yekuti inge ichizadzikisa chinangwa cheUnited Nations chekuderedza…
Kare midzimu yaikosheswa
Munyaradzi Gunduza— ZVIDZIDZO zvinobuda murungano: Zvinhu zvaunodzidza ndizvo zvaunobata mushure mekunge waverenga bhuku. Sekusiyana kwemaverengero edu, zvidzidzowo zvatinobura pamwe pacho zvinogona kusiyana.
Zviwanikwa zveZimbabwe
Juliet Sharon Tom— NZOU Indlovu/Elephant NZOU (African elephant) ndiyo mhuka huru pamhuka dzose dzinofamba panyika. Inozivikanwa nemurewo (trunk) murefu, nzeve huru uye nenyanga (tusks) mbiri dziri nechepamuromo.
Mhuri dzinorarama mumhirizhonga
Danai Chirawu— NYAYA dziri pamusoro pemhirizhonga hadzisi itsva muZimbabwe, dzagara dzinotaurwa kwete maringe nezvemutemo asi mumagariro evanhu zuva nezuva.
Kumhanya handi kusvika
MHURI yeZimbabwe, nhasi pamunozosvika nguva yekurara munenge mave kuziva kuti ndevapi vanenge vabudirira kunyoresa mazita avo kuti vachikwikwidze musarudzo dzemusi wa30 July gore rino.
‘Ndotorerwa mudzimai nechikomba’
Gamuchirai Muzanenhamu— MUMWE mudzimai anoti ari kuoneswa ndondo nemurume wake uyo anoenda kubasa kwake achinotuka nekutyisidzira vamwe vaanoshanda navo.
Usashore mhumhu
Munyaradzi Gunduza— SVONDO rino tinopfurira mberi nekupedzisa mubvunzo watakatanga svondo rapfuura. Iyi imhinduro yemubvunzo unoti; Tsanangura zvidzidzo zvakasiyana-siyana zvinobuda mungano uchishandisa ngano shanu dziri mubhuku iri. [25]
‘Sikarudzi yose pepepe dhu . . .’ ‘ndakadyiwa nezvidhoma’
Kingstone Mapupu MURUME wekuCashel Valley, kuChimanimani —uyo pari zvino ari kugara mumusha weUnit L Extension, kuChitungwiza — haasisina sikarudzi yake zvachose, iyo yaanoti yapera nekupfupfunyuka zvichibva mukunanzwa kwainoitwa nenyoka nezvikwambo.…
Ndazvipira: Chigova
Abel Ndooka MUBATI wepagedhi wemaWarriors – George Chigova – anoti akazvipira kubatsira chikwata chake panguva iyo mutambo unenge waoma uye ari mudenga rechinonwe zvichitevera kubata kwaakaita mapena matatu apo Zimbabwe…
Ticha akatsengwa sikarudzi
Kingstone Mapupu MUDZIDZISI wepachikoro cheRio Tinto Secondary School, kwaMubaira, kuMhondoro, anonzi akatsengwa-tsengwa nhengo yake yesikarudzi zvekusara yamvungunjika nemumwe murume weko apo vairwira musikana. Shepherd Dzimbanhete (43), uyo anobva mubhuku raParaiwa,…





