Mubairo weruchiva

BURITSA kusawirirana kwakasiyana-siyana kunokonzerwa neruchiva kubva mumutambo Kereke Inofa. [25] Ruchiva rwunokonzera bopoto riri pakati paMary naSarah. Tinozviona kuna Mary anenge achipopotera Sarah vari kuMarimba Park nekuti akanga adanana nemurume…

‘Murume wangu akasotwa’

Gamuchirai Muzanenhamu VAHOSI vekuda kushandisa dare kuti nyachide abve pamurume wavo vakashaya pekupinda zvichitevera kuraswa kwakaitwa chikumbiro chavo.

Rachel, usaise make-up yemadzihwa

HANDIZIVE kuti wakapinda basa rako sei, asi ufunge Rachel vanhu vari kukutaura. Ndinozviziva kuti mabasa mazuva ano ari kunetsa zvekuti vamwe vari kupinda nemisangano, vamwe nehukama, vamwe nekubhadhara uyewo vamwe…

Kupemberera kune musiyano

NEMUSI weChitatu svondo rino, zvizvarwa zveZimbabwe zvakabatana mukupemberera makore 38 Zimbabwe yawana kuzvitonga kuzere. Chokwadi ndechekuti rwendo rwafambwa rwurefu kubva mugore ra1980 kusvika pari zvino. Mhemberero dzegore rino dzine musiyano mukuru…

Musoro wemunhu, handi wegudo: zrp

Nyore Madzianike ari kwaMUTARE MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) anoti ongororo yavakaita padehenya rakawanikwa riri mumunda kuArda Transau, kwaMarange, inoratidza kuti ndere munhu, kwete regudo sezvinotaurwa. Mutevedzeri wemutauriri wemapurisa kuManicaland, Assistant…

Gore mwana gore mwana pa26 years… ‘ndine chipo chekuzvara’

Kingstone Mapupu PAMAKORE 26, mudzimai wekuGokwe abara vana 16 nemurume wake, vose achivasununguka pasina matambudziko uye vari vatano. Mai Netsai Hlatini (46) naVaKizito Ziyambe (48) vemubhuku raNjanji, kwaNembudziya, vane vanasikana…

Mukadzi dzvii . . .aine muswe wedzvinyu munyoro

Kingstone Mapupu naJanet Chari MURUME wechidiki wekwaNeuso, kuMhondoro, anoti akasangana “neshura” muhomwe yerokwe remudzimai wake —maiva nemuswe wedzvinyu munyoro — uye kubva ipapo, sikarudzi yake inombony’ura mumuviri asi kana yobuda,…

‘Tiri kugadzirisa zvinonetsa’

Tandayi Motsi MUTUNGAMIRIRI wenyika, President Mnangagwa, vanoti Hurumende iri mushishi kugadzirisa matambudziko akasiyana ayo akatarisana neZimbabwe munyaya dzeupfumi. Vakataura mashoko aya vari kunhandare yeNational Sports Stadium, muHarare, nemusi weChitatu svondo rino…

Vechidiki rongekai: Nengomasha

Abel Ndooka SHASHA yakambonetsa ichitambira nhabvu chikwata chenyika chemaWarriors nezvimwe zvikwata zvekunze, Tinashe Nengomasha, anoti ibasa revatambi vane mukurumbira kurakidza gwara kune vechidiki kuitira kuti vave nehupenyu hune punduko. Father…

Mazamu tugu atora mukadzi wemapoto

Nyore Madzianike ari kwaMUTARE MUNYAYA inoita kunge bhaisikopo, murume wekuBuhera ari kudemba zuva raakasangana nemumwe mukadzi “chenzira” muHarare, uyo akafungira kuti achazova mudzimai wake weupenyu hwose, asi ndokuzosiiwa aine kudzimbikana…

×