Akadzingirirwa nechamupupuri… Makonzo 2 akarova ‘mucheno’ Nenyoka mbiri dzakafanana

Kingstone Mapupu MUKADZI wekuBeatrice hapana paagere!

maguta muzvikoro!‘…Nzara inovhiringa dzidzo yemwana’

Daphne Machiri HURUMENDE iri kurumbidzwa nechirongwa chayakavamba chekupa vana chikafu muzvikoro zvepuraimari rinova danho rinonzi riri kuita kuti vana ava vadzidze vakasununguka.

Mazuva ekutengesa fodya aswedera

Munyori weKwayedza KUTENGESWA kwefodya yakarimwa mwaka uno kunotarisirwa kutanga masvondo maviri ari kutevera uye panguva ino varimi vari mushishi kukohwa, kupisa pamwe nekugiredha chirimwa ichi.

Mwana akarumwa ne’zigreen bomber’. . . ruwoko rwogara rwakazvimba

Kingstone Mapupu MUNYAYA inoita kunge chishamiso, kamwana kanogara nevabereki vako papurazi reMaredza, pedyo neCrow Hill, kuBorrowdale, muHarare, kava neruwoko rwave kugara rwakazvimba zvakanyanya mushure mekunzi kakarumwa nezinhunzi.

Misika yefodya 2 yovhurwa kwaRusape

Lovemore Kadzura ari kwaRusape VARIMI vefodya kudunhu reManicaland vanotarisirwa kubatsirika zvikuru zvichitevera mashoko ekuti kuchavhurwa misika miviri yekutengesera fodya kwaRusape gore rino.

Vahosi vobatira nyachide banga

Lizzy Mushoriwa MUDZIMAI nyachide pabarika akazopotera kudare redzimhosva achiti ashaiswa rugare navahosi avo vaanoti vanoenda kumba kwake vakabata mapanga vachiti vanoda kumuuraya.

‘Chiredzi inoda zvimwe zvikoro’

Tawanda Mangoma ari kuCHIREDZI KUSHOMEKA kwezvikoro kunonzi kuri kukonzera kuderera kwekupasa kwevana kune dzimwe nzvimbo dzekuChiredzi, kuMasvingo, uko vamwe vari kufamba makiromita anosvika 30 pazuva vachienda nekudzoka kuchikoro.

Mashoko avo anorema 1 000kg

naIgnatius Mabasa TINOGARA nevamwe vanhu vasina tsitsi, uye vanoita sevasingazive kuti mashoko avo anorema 1 000kgs zvekuti vakakutaudza unosara wakatsitsirirwa kunge wawirwa negomo. Vanhu ivavo vakashama miromo yavo, kana masoja…

Chokwadi rufu ndimaenzanise!

RUFU ndimadzongonyodze uye rwunoonza ndangariro. Dzimwe nguva tikaona zvinoitwa pafiwa, zvinoita kunge vanhu vanodada nekufirwa, kunge rugare.

Save the Children yotsigira dzidzo

Ropafadzo Ndangariro NECHINANGWA chekusimudzira dzidzo munyika, sangano reSave the Children rakapa makombiyuta neprinter zvikosha $11 028 kubazi redzidzo yepuraimari nesekondari.

×