Matambudziko evanhukadzi

Munyaradzi Gunduza — 3. Peter Marimi anoshungurudzika nematambudziko anowira vanhukadzi. Tsigira pfungwa iyi uchishandisa nhetembo dzake ina dziri muna Mutakunanzva Wenhetembo. [25]

Matsvakiraiuno nemuthimba

NDAUWE ndauwe, vaManyika vangoti: Nyama yedu shewe! Tinobonga kukumana ngemukuwo uno wetinoreketa ngetsika nemagariro edu echiNdau. Chinodakadza chiNdau chedu ichi. Ngatichirekete atei chabude masodzi emene.

Zvipuka nevana vazvo

Ticha Danga — RUZIVO inhaka yeupenyu isingapfukutwi kana kugoveranwa. Mukana uno tinoda kuti timbodzikisa pfungwa zvikuru tichitaura pamusoro pedzimwe dzemhuka kana shiri dzine mamwe mazita atisingambowanzonzwa mazuva ose.

Vana vechikoro vobatsira

Abel Ndooka — VANA vepachikoro cheDominican Convent muHarare svondo radarika vakabatana nevezvimwe zvikoro zvinosanganisira Prince Edward mukuunganidza mari yekubatsira vanotambura nechikafu nembatya.

‘Handi yose minana yechokwadi’

Malven Mugadzikwa — MUKURU weimwe chechi iri muHarare anoti zvakakosha kuti makereke arangarire vanhu vanotambura nevanenge vawirwa nematambudziko kuburikidza nekuvapa rubatsiro.

Chikwata chotsvaga rubatsiro rwekutsikisa

Kingstone Mapupu — CHIKWATA chevechidiki vari kusimukira mumusambo weZim-dancehall chekwaMambo Mangwende, kwaMurehwa chotsvaga rubatsiro rwekutsikisa mhanzi yacho uye nekuti chikwanise kunge chiiita mashoo kunzvimbo dzakasiyana.

‘Tinokoshesa mitauro’

Tandayi Motsi — GURUKOTA redzidzo yepuraimari nesekondari, Dr Lazarus Dokora vanoti Hurumende inokoshesa mitauro yose inocherechedzwa mubumbiro remutemo wenyika ino uye pakupinza varairidzi mabasa inotarisawo kuti vane ruzivo here

E.D ogadzwa saPresident

Patrick Shamba naTandayi Motsi — MUTUNGAMIRIRI weZimbabwe mutsva, Cde Emmerson Dambudzo Mnangagwa (ED) vachagadzwa zviri pamutemo pachigaro ichi neChishanu chino.

Imwe nzira yekukanga mazai

MAZAI kudya kunovaka muviri sezvo kuine mapuroteni akawanda ayo anobatsira mukurwisa zvirwere mumuviri kumazera ose.

‘Ndezvefc Platinum’

Abel Ndooka — KUNOTSVA demo kugosara mupinyi nemusi weSvondo kunhandare mbiri dzinoti yeAscot Stadium kuGweru neNational Sports Stadium muHarare apo zvikwata zviviri – FC Platinum neDynamos – zvichatamba mitambo yazvo…

×