Zim yorwisa denda remoyo
Muchaneta Chimuka — CHIRWERE cheAcute Rheumatic Fever (ARF) neRheumatic Heart Disease (RHD) ndizvo zvikuru zvinokonzera kuti vanhu vabatwe nedenda remoyo apo unokundikana kupomba ropa, kuoma mitezo kana kurasikirwa neupenyu kune…
Utsanana: Iwe neni tine basa!
MWAKA wekunaya kwemvura wakatotanga masvondo mashoma adarika. Izvi zvinofadza zvikuru sezvo mvura iri upenyu.
Vavakidzani vopumhana huroyi
Lizzy Mushoriwa — YAKAVE batai batai mudare redzimhosva apo vavakidzani vakaudzana makobvu nematete mushure mekupumhana huroyi. Gloria Ziwerekete akadhonzera Margaret Mutambo kuHarare Civil Court achiti ari kumupumha huroyi pamwe nekumutsvagira
Vanorima michero nyoresai: ama
Muchaneta Chimuka — SANGANO reAgricultural Marketing Authority (AMA) rinoti rine hurongwa hwekunyoresa varimi vakazvimiririra nemakambani anorima michero, maruva nezvimwe (horticulture products) mumwaka uno nechinangwa chekusimudzira
Okiira mukadzi chimbuzi
Gamuchirai Muzanenhamu — MUMWE mudzimai anoti ari kuoneswa ndondo nemurume wake uyo anosvika pakumukiira chimbuzi chavo, zvichiita kuti agume onozvibatsira kuchimbuzi chavavakidzani vavo.
Zvibatei: Chiwenga
Tandayi Motsi — MUKURU weuto reZimbabwe Defence Forces (ZDF), General Constantino Guveya Nyikadzino Chiwenga vanokurudzira veruzhinji kuti vachengetedze runyararo zvichitevera kusiya chigaro kwevaimbova mutungamiriri wenyika, Cde Robert
Zvinoita murimi akangwara
Philip Matombo — VAKURU vanoti papinda badza hapanyepi uye apunyaira haashayi misodzi. Ukuwo muimbi wemuno muZimbabwe, mushakabvu Leonard Dembo akatiwo shiri yakangwara inovaka dendere rayo mvura isati yaturuka.
‘Tiri vanhu vanoda runyararo’
Kingstone Mapupu — NEMUSI weChitatu svondo rino – zvichitevera kusiya basa kwaCde Mugabe nemusi weChipiri – Kwayedza yakaita hurukuro nevanhu vakasiyana avo vari kutenda runyararo rwuri munyika.
Mukadzi otiza dumbu
Kingstone Mapupu — MURUME wechidiki wekunzvimbo yakagariswa vanhu patsva kupurazi reKim Court 2, kwaChihota atambudzwa nedumbu rake iro riri kungofutunuka, guvhu richikura ukuwo sikarudzi yake ichingorebenuka.
‘Chitangai kutsvaga nzvimbo dzeForm 1’
Freedom Mupanedemo VABEREKI vari kukurudzirwa kuti vatange kunyorera vachitsvaga nzvimbo dzevana vavo dzeForm 1 dzegore rinouya vachishandisa dandemutande re”eMap” vachisarudza zvikoro zvavanoda kwete kuzomhanya-mhanya panobuda zvakanyorwa









