Dambudziko remagetsi rokanganisa gorosi
Muchaneta Chimuka — SANGANO rinomirira varimi reZimbabwe Farmers’ Union rinoti riri kushushikana zvikuru pamusoro pedambudziko rekudzimwa-dzimwa kwemagetsi sezvo izvi zviri kukanganisa zvirongwa zvemadiridziro egorosi remuchando uye zvinogona
ndinorohwa nemukuwasha: tezvara
Kingstone Mapupu — MURUME wemuHarare anoti aoneswa ndondo nekurohwa nemukuwasha achimukutsirana nemhuri yake izvo zvamukonzera kutiza pamba pevabereki vake apo pava kugarwa nemukuwasha uyu.
kapfupi opotera kun’anga
— ‘Nhamo yanditamba tsvina’ — ‘Zviri zvangu zvazonyanya’ Kingstone Mapupu — MUIMBI ane mukurumbira uye ari zvakare shasha yemitambo yemadhirama, Freddy “Kapfupi” Manjalima (39) anoti aomerwa neupenyu zvekusvika pakudya nhoko dzezvironda izvo…
Mimba tugu murume ari ‘Joni’
Muchaneta Chimuka — MUDZIMAI wekwaDambakurima, kuMuzarabani — uyo wekunzi aiita gumbo mumba gumbo kunze zvikaita kuti apihwe pamuviri nechikomba apo murume wake aive aenda kunoshandira kuSouth Africa — anonzi akazokanda…
Ndini muponesi: MuSatanist
Daphne Machiri — MURUME wechidiki wekuNyatsime, kuChitungwiza, anoti anobatwa kana kusvikirwa nemudzimu weSatanism uyo unopedza matambudziko muvanhu.
Maticha 2300 votanga basa
Timomuda Chakanyuka — VARAIRIDZI vatsva 2 300 vaitarisirwa kutanga kushanda pakavhurwa zvikoro nemusi weChipiri svondo rino mushure mekunge vapinzwa mabasa neHurumende.
Zvamboita seiko zvemabhurugwa anaZodwa?
naIgnatius Mabasa — NHAIMI, hamunawo kuona kuti zvaishura? Ini ndakagara ndazviona kuti uku ndiko kudyirwa munda nembwa sekunonzi takarima nyama. Ndiyo tsamba inounzwa nenhunzi kuti ikuudze kuti pauri pane tsvina.
Mazwi anoreva zvakafanana
Ticha Danga — MUKUEDZA kubhedhenura gumbeze redu rechiShona kuti ribate uriri hwese, tinofanira kubatawo mazwi anoreva zvakafanana kuti tisazowanikwa tichikundikana apo tinotaurirwa mamwe mazwi atisingawanzoshandisa. Tichaedza kubata
VaDoma pfacha paTilder Show
Kingstone Mapupu — VANHU verudzi rwechiDoma avo vanogara kuKanyemba, kuMbire, mudunhu reMashonaland Central vanorumbidza chechi yeProphetic Healing and Deliverance (PHD) Ministries, iyo inotungamirirwa naProphet Walter Magaya nekubatsira kwairi
Mafungiro evana pakuvhurwa kwezvikoro
Muchaneta Chimuka — VAMWE vana vechikoro vanoti vazvipira kudzidza nesimba mutemu yekupedzisira yegore zvichitevera kuvhurwa kwezvikoro neChipiri svondo rino apo vatarisana nekunyora bvunzo.








