Pwere ingabvuma kupinda pabonde here?

Danai Chirawu — KANA tichitarisa zera rekuti munhu anobvuma nyaya dzepabonde, tinosangana negakava guru. Asika, zvakakosha kuti vanhu vange vachiziva kuti mutemo unoti kudii nenyaya iyi.

Chipinge Ndau Festival

NDAUWE ndauwe! Ngatikumanehe pabadla nyamashi petinoreketa ngedzedu dzekanyi. Ntekwe dziri kanyi, ngatifembedzane ntekweyo pamwepo. Nyamashi tinode kureketa ngemachikichori, zviro zvinodakadza.

tsvimbo inotora ‘cash’ mu’bank’

. . . muti weraki uchiita kadhori Kingstone Mapupu — APO veruzhinji muZimbabwe vari kutambura kuwana mari, pane murume wekwaDotito, kuMt Darwin, anoti iye nababa vake havana nhamo yekuwana “cash”…

Zivai nezvegomarara redundiro

SVONDO tinokupai tsananguro pamusoro pegomarara rinodaidzwa kuti prostate cancer pachiRungu (repadundiro), iro riri kukonzerawo ndufu kuvanhurume pasi rose.

Zim-dancehall: Zvinyadzi bodo

Malven Mugadzikwa — SHASHA yeZim-dancehall, Providence “Gunnet Pee” Muganiri, anoti vaimbi vemusambo uyu havafaniri kuimba zvinonyadzisira kana kutukana pachezvavo.

Zvakasangana nemurimi

Yvonne Mutava MURIMI ane mukurumbira – VaMadyavanhu Odman (47) – vakatanga kurima fodya mugore ra2006 uye havana kuzombodzokera kumashure.

Mupunga nehove kunaka!

MUPUNGA wakasanganiswa nehove kudya kunonaka uye kuchivaka muviri sezvo muhove muine mapuroteni neiron kuchizoti mumupunga mune macarbohydrates.

Zvekuromba zvinozvimbira

SVONDO rino tine nyaya inorovesa hana uye ichidzidzisa veruzhinji kuti muupenyu, munhu anofanirwa kudya zvinobva mudikita kana kuti ziya rake kwete kuwana pfuma nekuromba.

Tsigirai mwanasikana: Zifa

Abel Ndooka — SANGANO rinotungamirira nhabvu munyika muno reZimbabwe Football Association rinoti vabereki vanofanirwa kutsigira vanasikana vane zvipo zvemitambo yakadai senhabvu sezvavanoita kuvanakomana.

Vakadya gudo remudzimu

Kingstone Mapupu — GUDO rinonzi ndere mudzimu wedunhu rekwaSeke — iro raizivikanwa nezita rekuti Seke Mutema — rakauraiwa nevamwe vagari veko, nyama yaro ikadyiwa nguva pfupi yadarika.

×