orarisa murume wake mu’toilet’
Lizzy Mushoriwa — MURUME wekugara achirikitwa kurohwa nemudzimai wake akakwetsura mhere mudare achiti anozvambaradzwa pamberi pevana nevamwe vanhu uye pari zvino akatotiza mubhedhuru zvekuti ave kurara muimba yekugezera nokutya.
Nhoroondo yehurudza
Yvonne Mutava — MURIMI ane mukurumbira — VaMadyavanhu Odman (47) — vakatanga kurima fodya mugore ra2006 uye havana kuzombodzokera kumashure.
Chikwata chevanhukadzi chakavambwa
Abel Ndooka — CHIKWATA chenhabvu chevanhukadzi cheKwekwe Queens chekuKwekwe chakavambwa nguva pfupi yadarika nechinangwa chekusimudzira vanasikana nemadzimai vane tarenda remutambo uyu kudunhu reMidlands.
Shuramurove adzoka mudariro
Abel Ndooka — MUIMBI wemusambo we- Afro-fusion, Chenjerai Shuramurove Maviki, uyo vazhinji vanoziva saShuramurove — anoti zvakakosha kuti vaimbi vabatane mukutsikisa mimhanzi sezvo izvi zvichibatsira mukusimukira kweindasitiri iyi.
Kukaringa nyama yetoki
NYAMA yetoki kana kuti garakuni inonzi yakakosha zvikuru kuutano nekuti ine mapuroteni uye haina mafuta akawanda sedzimwe nyama.
Nhabvu yaora: Psl
. . . vatambi havasi kubvarura mambure . . . zvinotishaisa vatsigiri Abel Ndooka — SANGANO rePremier Soccer League (PSL) iro rinoronga mitambo yeCastle Premiership rinoti vatambi vekumberi vezvikwata zvakasiyana…
College Press yotsigira ‘New Curriculum’
Malven Mugadzikwa — KAMBANI ine mukurumbira mukudhinda mabhuku yeCollege Press Publishers inoti iri kufambirana neNew Curriculum kuburikidza nekutsikisa mabhuku anoenderana nezvidzidzo zviri mugwaro idzva refundo iri.
Mainini, babamukuru mugumbeze rimwe
Lizzy Mushoriwa — MUDZIMAI wekumira pamberi pedare achiti aimbova murume wake anomushaisa mugara achimurova nekumutuka akashaya pekupinda apo akanzi ipfambi yemakoko.
Tinoda runyararo: President
Tandayi Motsi — MUTUNGAMIRIRI wenyika President Mugabe vanoti vanorumbidza mauto eZimbabwe Defence Forces (ZDF) nebasa guru raari kuita mukuchengetedza runyararo munyika, vachiti runyararo urwu rwunofanira kuramba rwuripo apo Zimbabwe
$20m yemishonga yehiv
Muchaneta Chimuka — VANA vanorarama neutachiona hweHIV nguva pfupi yadarika vakabatsirwa ne$20 miriyoni yekutengesa mishonga yakasiyana neboka reUS Agency for International Development (USAID) kuburikidza nesangano re- Africaid/Zvandiri.










