‘Ndava murume wetokoloshe’
Daphne Machiri — PANE murume wekuBindura ari kuti atambura nekunzwa mazwi anotaura zvakasiyana munzeve dzake, kusanganisira kumuti upenyu hwake huri mumawoko ezvidhoma kana kuti “tokoloshe” uye kuti haafe akaroora.
murume aitamba mwana mudumbu
. . . ndokuzofa oita sembudzi Kingstone Mapupu — MURUME wepamugodhi weSutton uri kwaMupondaminga, kuMutorashanga, anonzi akafa achifamba nemagokora nemabvu sezvinoita mbudzi uye azvimba dumbu sezvinonzi munhukadzi ane mimba.
‘Ndakakuramba, asi ndinokuda’
Gamuchirai Muzanenhamu — MUMWE musikana anoti akarambwa nemukomana waaimbodanana naye asi zvino ava kugara achimunetsa achiti anofanira kupota achimugezera mbatya dzake. Bernard Tapera akamiswa mudare reHarare Civil Court naMafaida Suwardi
Kunowanikwa mbeu dzeSeed Co
Charles Munyoro — APO tichiita gadziriro yemwaka mutsva weZhizha, tinoda kuzivisana kunowanika mbeu dzenyu dzeSeed Co. Zvakakosha kuziva kunotengeswa mbeu kuti tizvidzivirire pakutenga mbeu isina kuuchikwa nekutenga mbeu isina kuiswa…
Vana vechikoro vakabatsirwa
Malven Mugadzikwa — CHIKWATA chevakambodzidza pachikoro cheSidakeni High School, kuZhombe East – cheSidakeni Old Students Association (SOSA) – chinoti zvakakosha kubatsira vana vanobva kumhuri dzinotambura kuitira kuti vawanewo dzidzo sevamwe.
chikwama chakanamira muruwoko rwetsotsi
Kingstone Mapupu — MBAVHA yemakoko inogara kuEpworth yakazoigochera pautsi apo yakaba chikwama chainge chakashinhirirwa nemishonga, icho chakazoita chipo chemaawa matatu chakanamira muruwoko rwayo chichiramba kubva.
‘Uku ndiko kurapa mbavha’
Munyori weKwayedza — MUMWE chiremba wechivanhu, Sekuru Elisha Mutanga veku- Ushewokunze, muHarare, vanoti mishonga yekubata mbavha yakanaka zvikuru nekuti inoita kuti vanhu vachengetedze midziyo nemari yavo nehumwe upfumi.
Uri sei muto wenyama yembwa?
naIgnatius Mabasa — SAKA kuSizinda neku- Mpopoma, kuBulawayo uko muri kudyiswa nyama yaBhingo? Kikiki seka zvako kuseka kwepa WhatsApp!
Madimikira ngechiNdau
NDAUWE ndauwe! Ngatidhibanehe pabadla nyamashi teirekete zviro zvedu. Ngatibongehe Marure watihine mukana uno wekupurumuka nekupoterwa ngezuwa takamhoryoka mweya nenyama. Ngatisariyarwa akadi kumboti dzunzunyare teibonga
Mazano ekuchengeta shiri dzepamusha
Munyori weKwayedza — SANGANO rinobatsira varimi munyaya dzekuchengeta shiri dzepamusha dzakaita sehuku dzechivanhu reZimbabwe Free Range Poultry Association (ZFRPA) rinoti varimi vanofanira kutora basa iri sebhizimisi sezvo richikwanisa kuita kuti…








