Zvinoitwa nevatambi

Munyaradzi  Gunduza — 15. NDEZVIPI zvinoitwa nevatambi vanotevera zvinoita kuti nyaya iri muna Dare Retariro ifambire mberi? (a) Muchaneta (b) Moses (c) Sabhuku Sango (d) Mavis (e) VaSigauke. [25]

‘Handina hiv ini’

Gamuchirai Muzanenhamu — MUKOMANA wekupfimba musikana ndokurambwa ava kuchema-chema achiti chimhandara ichi chiri kufamba chichitaurira vanhu kuti akamuramba nekuti ane HIV, izvo zvaanoti zvava kumurwadza sezvo asina utachiona uhu.

Zvanotuma vatema kurwisa mabhunu

Munyaradzi Gunduza — ZVINHU zvinoita kuti vanhu vatema vaende kuhondo nevachena:

Chichemo chekuvandudzwa kwemitemo

— Yemidziyo nedzimba muwanano Fourie Revai — NYAYA yekodzero yemidziyo yewanano yave nenguva yakareba ichitaurika.

Zvakakosha kuchengetedza goho

Muchaneta Chimuka — NYANZVI dzezvekurima dzinoti zvakakosha kuti varimi vachengetedze goho ravo sezvo vachikwanisa kurasikirwa nechikamu che20 percent chegoho iri kana rikasachengetedzwa zvakanaka.

Madzikirira chinombova chii?

MUBVUNZO: Nhai sekuru, chinombonzi madzikirira chii? Zvinenge zvichifamba sei kuti zviitike? Anokonzerwa nei? Madzikirira anodzingika here? Nekuti ini madzikirira angu haasi kupera.

Vatyairi vofamba nyore neEcoCash

Tandayi Motsi — KAMBANI yeEconet Wireless Zimbabwe yakabatana neZimbabwe National Road Administration (Zinara) muchirongwa chekubatsira vatyairi vedzimotokari kuti vakwanise kubhadhara mari yematollgates zviri nyore vachishandisa EcoCash.

Sygenta yosimudzira varimi

Muchaneta Chimuka — KAMBANI yeSygenta Agroservices (AGP) yotsigira varimi kuti vasimukire mukurima kwavo, zvikuru sei kuti vange vachibura goho guru kubva pamunda mudiki pamwe nekurichengetedza.

‘Fundo haisi yemahara’

Tandayi Motsi — GURUKOTA redzidzo yepuraimari nesekondari, Dr Lazarus Dokora vanoti hapana fundo inowanikwa pachena nekudaro zvakakosha kuti vabereki vabhadhare mari dzechikoro dzevana vavo nenguva – kusanganisira yekunyora bvunzo.

Vabereki mujeri varovera kamwana (2) sadza

Muchaneta Chimuka — MURUME nemukadzi vanogara kuBeatrice vakabatwa nemhosva yekubatsirana kurova pamwe nekushungurudza kamwana kane makore maviri ekuberekwa vachikapomera kuitira tsvina mubhurugwa uye kudya chikafu chaive chabikwa chichinzi

×