‘Regai maWarriors akadaro’
Abel Ndooka — VATSIGIRI nevaongorori venhabvu vanoti matambiro akaita chikwata chitsva chemaWarriors svondo rapera apo chakatamba neLiberia anotaridza kuti chinogona kubudirira kusvika pachidanho cheWorld Cup munguva inotevera, asi hunge kana
Mukanda: Chuma cherudo
— Nevarume vave kudawo chinamwari l Vanodzidzisa tsika iyi vari kuwanda Muchaneta Chimuka — “CHUMA kana kuti mukanda unopfekwa muchiuno nevakadzi wakafanana negiya remota kana kuti injini muzukuru, inoita kuti…
‘Chikiribidi kumashoo bodo’
Malven Mugadzikwa — VARIMI vokurudzirwa kuti vasaite chikiribidi chekuendesa zvirimwa zvavanenge vatenga kumakwikwi eshoo asi kuti vakwikwidze nezvavanenge varima voga.
‘Amai vanodanana nemurume wangu’
Gamuchirai Muzanenhamu — VANHU vaive mudare redzimhosva vakakahadzika zvikuru apo mumwe mudzimai akati amai vake vakamurova mushure mekunge iye amhan’arira murume wake kumatare nenyaya yemendenenzi vachiti haafanire kudaro nekuti uyu…
Vorwira vatengi pamusika
Lizzy Mushoriwa — NYAYA yekurwira makasitoma epamusika pakati pemadzimai maviri yakapedzisira yasvitswa kumatare emhosva. Tafadzwa Masomo akaudza dare reHarare Civil Court kuti Debra Musambidzi ari kumushungurudza pamusika pavanotengesera vose
Zvakakosha pakureva mendenenzi
Rumbidzai Tawonezvi-Moyo — VANHU vazhinji vanoendesa nyaya dzavo dzemendenzi kumatare edzimhosva vanenge vakazvimirira. Nokudaro chinyorwa chino chinofundisa veruzhinji kuti vangareva sei mendenenzi vachibudirira apo vanoenda mumatare edzimhosva.
Kuparidza simba reweti yegudo
naIgnatiusMabasa — HUPENYU hune tsika yekubheurira marara ahwo pachivanze chako iwe uchangobva mukutsvaira. Kuitawo here ikoko? Pakadai ndipo paunonzwa hasha zvekuti kana ari munhu unomuudza kuti, “Uri imbwa yemunhu!”
Kudya kune utano
Ticha Danga — MISHONGA yose yotowana muzvipatara mazuva ano inobva mumakwenzi ari mumatunhu atinogara kunyanya mumaruva. Nokudaro kurwararwara kwaiva kushoma nekuti vanhu vakare vaigara vadzivirira zvirwere nekuda kwezvavaidya.
Ongororwai gomarara
Lovemore Makurirofa — ZVAKAKOSHA kuti vanhu vange vachivhenekwa chirwere chegomarara, zvikuru munyika dzichiri kusimukira semuZimbabwe munova machakatekeshera.
Chakachaya muPsl
Abel Ndooka — KUNOTSVA demo kugosara mupinyu vhiki rino neMugovera neSvondo apo zvikwata zvemuCastle Lager Premiership zvichange zvichikwikwidza kuti zviende pamusoro pelog.





