Silvia oenda kuPorto

MARCO Silva (38) ari kuPortugal uko ari muhurukuro nePorto kuti agorairidza chikwata ichi, icho chisina murairidzi parizvino.

Mukadzi akabata kakomana chibharo

Muchaneta Chimuka — MUKADZI wekuChitungwiza akamiswa mudare redzimhosva akatarisana nemhosva yekubata chibharo mwana wemunharaunda yake ane makore 7 ekuberekwa pamwe nekumuzadza chirwere chenjovhera.

Mwana obvutira amai vake magumbeze nemapoto

Gamuchirai Muzanenhamu — AMAI vekuoneswa pfumvu nemwanakomana wavo, uyo wavanoti anovatukidzira pamwe nekuvadzinga pamba, vakazokwidza nyaya iyi kumatare edzimhosva.

Zb Bank yotsigira New Curriculum

Malven Mugadzikwa — BANGA reZB Bank rinoti rinotsigira zvizere chirongwa chekuvandudza dzidzo, cheNew Curriculum, sezvo chichiita kuti zvikoro zvibure vana vane ruzivo rwakadzama rwekusimudzira nyika mune zvakasiyana-siyana.

Kurunga mutauro nemadimikira

Ticha Danga — “NDAKAMUWANA akarara dzedanda chaidzo. Ndakaedza kugugudza zvine mutsindo asi handina akandinzwa. Zvakandikandisa mapfumo pasi ndikabva ndaramwira gotsi kumukova ndakananga kurwizi Rwenje urwo ndakawana

Cindy anovenga vamwene vake

Munyaradzi Gunduza — SVONDO rino tinopedzisa madingindira anobuda mumutambo uyu.

Tandi haasi kudiwa

Munyaradzi Gunduza — 5. NDEAPI matambudziko masere anowira vatambi vari muna Dare Retariro? Tsigira uchijekesa kuti aive matambudziko nenzira dzipi. [25]

Gadziriro dzemakwikwi eWoodball dzoitwa

Malven Mugadzikwa — GADZIRIRO dzemakwikwi eWoodball ayo achaitirwa kuUganda muna Chikumi gore rino dzava padanho repamusoro uye svondo rapera vadzidzisi 38 vemudunhu reHarare vakaita zvidzidzo zvekurairidza mutambo uyu.

Vafi vozorora kuZororo

Kingstone Mapupu — KWAVA nenzvimbo yemarinda itsva inodaidzwa kuti Zororo Memorial Park iri mumugwagwa unobatanidza Harare neChitungwiza.

Mambo ari kuvava

— ‘Garai nevana kudzimba’ — ‘Kwete izvi zvekuvarojera’ — ‘Zvinovatuma hunzenza’ Muchaneta Chimuka — MAMBO Nemangwe vekuGokwe vanoti vari kushushikana zvikuru netsika iri kuitwa nevamwe vabereki avo vari kurojera vana munzvimbo dzemabhimizisi ari…

×