Mhuka isingazive toilet kana tishu

naIgnatius Mabasa — NHAI ndimbokubvunzawo. Iwe umbori waani chaizvo? Handisi kureva vabereki vako vakakuzvara vakakurera, asi ndinobvunza kuti anotonga, kana kuti chinotungamirira, kana kuti chakabata hupenyu hwako chii?

Amai vanoda kundiuraya?

MUBVUNZO: Ndiri murume ane makore 38 ekuberekwa, ndakaroora uye tine vana vatatu. Dambudziko rangu nderekuti amai vangu vakapa mukadzi wangu mushonga vachimuti andipfuhwire. Mukadzi wangu akatambira asi haana kundiisira mushonga…

Zvinoshandiswa hari

Kingstone Mapupu — NYANZVI dzezvechivanhu dzinoti hari dzinoshandiswa mabasa akasiyana — mamwe akanaka neakaipa sekuroya. Izvi zvinotevera nyaya yemumwe mudzimai wekuGokwe anonzi kana akanzwa shungu dzekuda bonde, anotanangira hari ari

Haungoyambuka rwizi

. . . unototanga wakanda dombo mumvura Kingstone Mapupu — KUBVIRA pasichigare, kune nzvimbo dzaiyera uye nanhasi uno dzimwe dzacho dzichiri kuyereswa kumatunhu akasiyana eZimbabwe. Imwe yenzvimbo dzichiri kuyereswa iri…

Dura shamwari dzepabonde!

Kuna Chiremba — Ndiri murume ane makore 46 ekuberekwa, ndinogara kuManicaland. Ndakaenda kuchipatara munguva pfupi yadarika ndikavhenekwa ropa rangu ndikaonekwa ndiine utachiona hweHIV. Mukoti akabva anditaurira kuti ndimuudze nezvemamwe madzimai…

‘Zvikoro ngazvive pedyo nevana’

Tandayi Motsi — GURUKOTA redzidzo yepuraimari nesekondari, Dr Lazarus Dokora, vanoti zvakakosha kuti zvikoro zvinge zvakanyoreswa uye zviri pedyo nevadzidzi kuitira kuti vana vasafambe nzendo refu.

Varimi vemhiripiri voruka mari kuGokwe

Muchaneta Chimuka — VARIMI vanosvika 1 000 vekuGokwe, kudunhu reMidlands vopunduka kuburikidza nekurima mhiripiri iyo vanotengesa kukambani yakazvimirira.

Fizi ichadzika: Gandawa

‘. . . vadzidzi vobhadhara chidimbu’ Tandayi Motsi — MUTEVEDZERI wegurukota redzidzo yepamusoro, sainzi nekuvandudzwa kwemichina, Dr Godfrey Gandawa, vanoti Hurumende iri kutora matanho ekuderedza mari inobhadharwa nevadzidzi vekumakoreji nemayunivhesiti…

Hatisi kutamba: Ngezi

. . . Ndiraya ari kuvimbisa mukombe Abel Ndooka — MURAIRIDZI weNgezi Platinum Stars – Tonderai Ndiraya – anoti kuenda kwaitwa nechikwata chake pamusoro pelog rePremier Soccer League hakuzi kutungamira…

Usanditukire vabereki: Mukadzi wemapoto

Gamuchirai Muzanenhamu — MUKUWASHA akamiswa mudare redzimhosva achipomerwa mhosva yekutukirira ambuya navatezvara vake zvose nekushungurudza mudzimai wake, zvisinei nekuti haana kana sendi reroora raakabvisa.

×