Tariro yaTandi
Munyaradzi Gunduza — 1. MUSORO webhuku wekuti Dare Retariro unowirirana zvakadii nezviitiko zviri munyaya? Tsigira mhinduro yako nezviitiko zvishanu. [25]
Anonhonga vhunze nemuromo ndiani?
Munyaradzi Gunduza — SVONDO rino tinoenderera mberi nekupedzisa musoro webhuku nenyaya.
Boom Betto adonhedza tsika
Ignatius Mabasa — KUDHIRIKIRA kwetsime kunokonzerwa nerudzi rwevhu repakacherwa tsime racho. Kuparara nekurasika kwenyika kunotangira mumwoyo nepfungwa dzevanhu vaviri kana vatatu, nekushaya anotsiura. Asi mazuva ano nyangwe tikatsiura
Lameck apukunyuka
— ‘Hatimusungise, regai titaurirane’ Kingstone Mapupu — MHURI yekwaTumba inogara kuOld Mabvuku, muHarare — iyo ine chitunha chakatukirirwa pamwe nekuny’ombwa nemumwe murume uyo aida zvakare kupfura vanhu vaive parufu apa nerekeni…
Haemophilia: Kasika kutsvaga rubatsiro
Muchaneta Chimuka — SANGANO reZimbabwe Haemophilia Association (ZHA) rinoti zvakakosha kuti vanhu vari kutambudzwa nechirwere chekungobuda ropa zvisina tsarukano vaongororwe nanachiremba nguva ichiripo uye denda risati radingindira mumiviri yavo.
Akarambirwa kupopota
Gamuchirai Muzanenhamu — VANHU vaive mudare redzimhosva reHarare Civil Court vakakahadzika apo mumwe murume akati ari kushungurudzwa neaimbove mudzimai wake uyo anouya kubasa kwake achiita mhirizhonga zvekuti akangomuona chete anotopona…
Tsotsi guru rakapotserwa mujeri
Muchaneta Chimuka — MBAVHA gororo rekupfuvisa vagari vekuChitungwiza nekupaza dzimba dzinosvika nonwe ndokuba midziyo yakasiyana, yakazozvidemba mushure mekutongerwa nedare reko kupika jeri kwemakore 14.
Kuchengetedzwa kwekodzero yemidziyo yewanano
Rumbidzai Tawonezvi-Moyo — SANGANO reZimbabwe Women Lawyers Association (ZWLA) rakakurukura zvakadzama munguva yadarika munyaya dzakabuda mubepanhau reThe Herald pamusoro pekugovana midziyo yewanano.
Lameck tinomusunga: ZRP
— Rekeni imhosva: Mapurisa — ‘Afa anaka kudii kwacho?’ — ‘Chokwadi ngachitaurwe’ —‘Haana kumbodirwa weti’ Kingstone Mapupu — MUTAURIRI wemapurisa munyika, Chief Superitendent Paul Nyathi, vanoti imhosva munhu kufamba kana kusvika…
Chitunha pfee nepahwindo
Kingstone Mapupu — VANHU vainge vakaungana parufu rwemumwe murume kwaChinamhora, kuDomboshava, vakazokahadzika apo vakaona chitunha chemufi chopinzwa nekuburitswa mumba nepahwindo.




