Chikwereti cheCadetship chava $62m: Gandawa
Tandayi Motsi — HURUMENDE iri kushanda nesimba kuti ibhadhare chikwereti chemari inosvika $62 miriyoni yevadzidzi vanobatsirwa pasi pechirongwa cheCadetship, avo vari kuita zvidzidzo zvakasiyana kumakoreji nemayunivhesiti munyika.
Kuve nhengo yecarg
Kuna Chiremba —- Ndiri mukadzi ane makore 45 okuberekwa. Ndakawanikwa ndine utachiona hweHIV nguva pfupi yadarika ndokubva ndanzi ndichitanga kunwa mapiritsi emaARVs.
‘Vaida kusvina hura hwechitunha’
Kingstone Mapupu — PARUFU rwemumwe murume wekuEpworth, muHarare, pakamuka chimoto mushure mekunge hama dzake dzatora chitunha nechisimba kubva kumudzimai wake, uyo anonzi aida kuti murume wake avigwe pachitevedzwa tsika yechechi…
vakapenga vageza mvura ine ‘juju’
. . .varoora 2 ndokufamba vari musvo Pamela Shumba — VAROORA vaviri — avo vakawanikwa pamhuri imwe chete — vakazosungwa nemapurisa svondo rapera ndokupedza husiku hwose vari pakamba yeZRP Hillside…
Zvingangouya pabvunzo
Munyaradzi Gunduza — SVONDO rino tinopedzisa kukupai ongororo yezvidavado zvinoshandiswa nemunyori waMavanga Orudo pamwe chete nemibvunzo yamungangoshandise pakuita gadziriro dzenyu dzebvunzo takanangana nebhuku irori.
‘Wakatotenga mombe nemari yemendenenzi’
Lizzy Mushoriwa — SAMUSHA vekuendeswa kudare neaimbova mukadzi wavo achida kuti mari yemendenenzi yavari kubvisa iwedzerwe vakachema-chema vachiti mudzimai uyu haasi kuchengeta vana nemari iyi uye imwe yacho akatoishandisa kutenga…
Kugamuchirika sekodzero yakakosha kwevanhu vakaremara
Isabel Palasida — APO bazi reutano nekurerwa kwevana rakatanga chirongwa chekuti vanhu vaongororwe chirwere chegomarara pachena, zvaisanganisirawo mudunhu reHarare.
Maererano nekuwanana
Ticha Danga — TINORUSIMUDZIRA rwiyo rwewanano tichibva patakapedzisira pamatenga gudo tichipinda mune imwe nzira yaitorana nayo vanhu vekare chero nevanhasi. Iyi nzira haina kutwasuka nekuti vaviri vanongotorana votogara vose, voita…
‘Vatambi vegorufu votokunya dzisimbe’
Abel Ndooka — SANGANO reZimbabwe Open iro rinoronga mutambo mukuru wegorofu munyika weZim Open rokurudzira mapoka akasiyana anotsigira mutambo uyu kuti ashande nesimba mukubika vatambi vane matarenda epamusoro.
Muchaneta Chimuka — KAMBANI huru inogadzira samende yeLafarge Cement Zimbabwe yakaparura chirongwa cheSimuka Upenye, icho chichaona vanasikana vanosvika 100 vanove nherera nevanobva kumhuri dzinotambura vekuMabvuku, muHarare, vachibatsirwa kuti







