Muchaneta Chimuka — KAMBANI huru inogadzira samende yeLafarge Cement Zimbabwe yakaparura chirongwa cheSimuka Upenye, icho chichaona vanasikana vanosvika 100 vanove nherera nevanobva kumhuri dzinotambura vekuMabvuku, muHarare, vachibatsirwa kuti

Ndakatiza murume asi ndava kumuda

MUBVUNZO: Makadii Sekuru? Ndiri muzukuru wenyu akaroorwa zvakanakisa chaizvo, tikaita mwana wedu nemurume wangu. Hapana chandaishaya, chese chandaida ndaitaira ndichichiwana. Mashamwari angu aiyemura magariro andaiita nemurume wangu.

Zvidzidzo murungano

Munyaradzi Gunduza — NDEZVIPI zvidzidzo zvishanu zvawakawana muna Pfuma Ndeyamaoko? Tsigira mhinduro yako nezviitiko zvinojekesa chidzidzo chimwe nechimwe chawakawana. [25]

Kuita semuonde wakatukwa!

RIMWE zita ramai vaMukwende ndiMharidzo. Nokuti vakazvarwa panguva yakange ichipararira chiKristu muZimbabwe. Ndokusaka mune zvimwe zvinyorwa pachinge pane kakuparidza, nokuti vokwedu vanoti, “Chosiya huyo, chokuya nei”, vamwe

Zvidhoma zvinodhura mudhara!

naIgnatius Mabasa — KUNE vanhu vanotya Satani kunge vapindirwa mumba nenyoka. Asi Satani haana simba kunze kwekunge maita sungano kana zvibvumirano naye. Kune vanodada nehuroyi nekuti huroyi hwavo hunoita kuti…

Kuchengetedza zvasara pakurima

. . .Zvinhu zvasarira ngazvibatwe zvakanaka nguva dzose Ivan Craig — KURIMA ibhizinisi nekudaro tinofanira kuchengetedza mari kuburikidza nekuchengetedza zvatinoshandisa. Murimi kana achitenga zvekushandisa mwaka wega-wega anofanira kutanga agara pasi…

Vakasungirwa kuitisana nharo

Muchaneta Chimuka — VARUME vaviri vekuChitungwiza, avo vakange vari kupomerwa mhosva yekutuka mupurisa mushure mekunge aedza kupomhodza nharo dzavakange vachiitisana pamusoro pemabhanga, vakabuda mudare vaine mufaro mushure mekunge

Zvimbokoma zvemagadhi

Muchaneta Chimuka — BONGOZOZO pakati pevarume vaviri vanoshanda sevarindi (magadhi) vemakambani akasiyana kuChitungwiza, iro rakamuka mushure mekutadza kunzwisisana, rakazopedzisira raita kuti mumwe atemwe nesimbi mumusoro ndokukuvara zvakaipisisa.

×