Pique oshora vatsigiri

MUTAMBI weBarcelona – Gerard Pique – oshoropodza vatsigiri vechikwata chavo avo vange vachishora maneja wavo, Luis Enrique, nevatambi vacho zvichitevera kuhwina kwavakaita 2-1 svondo radarika apo vakakunda Leganes mumutambo weLa…

Lovelle odzungaira naPerez

MUMIRIRI waLucas Perez svondo rino akasandura mashoko aakataura ekuti mutambi wake anoda kubva kuArsenal, achiti anoda chaizvo kubudirira kuNorth London.

Akazviuraya anzi mwana haazi wako

Muchaneta Chimuka — MURUME wekuKuwadzana Extension, muHarare, akafa svondo rapera apo akanozvisungirira pamba pemukadzi waaidanana naye kuEpworth mushure mekunge mukadzi uyu amuudza kuti mwana waaifungira kuti ndewake haazi wake.

‘Kufirwa imhosva here?’

Tafadzwa Mutsotso — MUMWE murume anoti ari kuoneswa pfumvu nehama dzemukadzi wake, uyo ava mushakabvu, idzo dzakamubhadharisa $100 mushure mekunge abvisa chitofu chemufi uyu pamagetsi zvisina mvumo yavo.

Stanley anovhima vakapamba Beaula

Munyaradzi Gunduza — MATANHO anotorwa naStanley kutsvaga mhondi dzainge dzapamba musikana wake Beaula nezvikonzero zvekubudirira kwedanho rega rega.

Nyunyuto nerayiro

Munyaradzi Gunduza — 13. NHETEMBO dzaTawanda Mushimbo dziri muna Mutakunanzva Wenhetembo dzinotevera dzine dingindira renyunyuto.

Mazita ezvipfuyo

Ticha Danga — REGAI timbosandura musambo rwendo rwuno timbobatawo zvimwe zvakasiyana nezvirungamutauro. Tinoda kukandira mambure edu kwese kwese tione chatinobuda nacho pabvunzo.

Hakuna munhu anonhonga mombe

CHAKANAKA chakanaka, imbwa haihukure sadza. Chinoita kuti imbwa isahukure sadza ndechekuti nyangwe richipisa, sadza harityise. Sadza kudya kunoraramisa, saka vamwe vachizoriti, “Jena muponesi.”

Tinosvika kure: CAPS UTD

Abel Ndooka — MUBVUNZO mukuru uri pamiromo yevatsigiri venhabvu vazhinji vemuno ndewekuti zvikwata zvenhabvu zvinoti CAPS United neNgezi Platinum izvo zviri kukwikwidza mumitambo yemuAfrica zvichakwanisa here kusvika kufainari yemitambo iyi?

Chikafu chava kuongororwa

Muchaneta Chimuka — BAZI rezveutano nekurerwa kwevana — rakabatana nesangano reFood and Agriculture Organisation (FAO) – rakatanga chirongwa chekuongorora chikafu chakasiyana chiri kudyiwa neveruzhinji nedonzvo rekuona kuti hachina njodzi kuutano…

×