n’anga yakachemwa nekatsi
… Harare kunosvika kumusha huri hwese … Hanzvadzi ndokudonha ikafa pakarepo Kingstone Mapupu — UNOZIVA kunonzi kukonzeresa? Ndiko chaiko kwakaitwa nekatsi nhema parufu rwemumwe murume ange ari n’anga kuGoromonzi.
‘Bhosvo rotendeutsa vazhinji’
Malven Mugadzikwa — CHIKWATA chine mukurumbira wenziyo dzechitendero cheVadzidzi Vekutanga chinoti bhosvo ravanoridza kumashoo avo rine musiyano nemamwe sezvo riine mashoko akadzama arinodudzira kune veruzhinji maringe nekuparidza shoko raMwari.
Fao yorwisa fall armyworm
Muchaneta Chimuka — SANGANO reFood and Agricultural Organisation (FAO) rorwisa kupararira kwemakonye emhando yefall armyworm ayo ari kuparadza zvirimwa zvikuru zvakadai sechibage kunyika dziri mudunhu reSouthern Africa, kusanganisira Zimbabwe.
Vakarova chikoro paO-level
Muchaneta Chimuka — VANA vemuzvikoro zvakasiyana avo vakanyora bvunzo dzeO-Level dzeZimbabwe School Examinations Council (Zimsec) dzegore rapera vakabudirira zvikuru.
Timbokurukura nezvechirwere chegurokuro
Muchaneta Chimuka — CHIRWERE chegurokuro — goitre pachiRungu — chinotambudza zvikuru uye munhu anacho anoonekwa nekuzvimba pahuro pachiita zibundu.
Pwere dzoshungurudzwa: Mambo
Muchaneta Chimuka — MAMBO Mangwende vekwaMurehwa vanoti vari kushushikana zvikuru nekuwanda kuri kuita nyaya dzekumbunyikidzwa kwevanasikana — zvikuru munyaya dzepabonde – mudunhu ravo, izvo zviri kukanganisa raramo yavo pamwe nekuti…
Victor oshura mare pamtv
Abel Ndooka — MUIMBI wehip-hop — Victor Chatikobo — uyo anonyanya kuzivikanwa saVictor, anoti kugara kwaaita kunyika yeAustralia kwemakore akawanda kwamubatsira kuti asimukire mumusambo uyu.
‘Gadzirai macompost’
Kingstone Mapupu — VARIMI vokurudzirwa kuti vagadzire manyowa ekuisa muminda nemumapindu avo nenzira dziri nyore dzakadai semacompost panguva ino apo mvura ichiri kunaya zvikuru kuitira kuti zviworere.
Zim yakahwinha makwikwi eAu
Muchaneta Chimuka — MUKOMANA wechidiki wemuZimbabwe akasimudza mureza wenyika nguva pfupi yadarika zvichitevera kuhwinha kwaakaita mubairo mukuru weAfrica Union Logo Contest apo akaratidza hunyanzvi hwake muzvinyorwa zvegraphic designing.
Ticharwa semvumba: Makutya
Abel Ndooka — MUTUNGAMIRI weZimbabwe National Paralympics Committee – Michael Bulagango – anoti chikwata cheZimbabwe National Wheelchair and Hand-cycling icho chiri kuenda kunokwikwidza kumujaho weOtanique wheelchair Challenge kuSouth Africa chinofanira…











