Musikana webasa akaba midziyo

MUSIKANA aishanda basa remumba kwaSeke akaudza dare kuti akabira mukadzi waaisevenzera midziyo inokosha US$266 nekuti akange anonoka kumupa mari yake yemubhadharo yepamwedzi.

‘Ungori murume wezita’

Tafadzwa Mutsotso— MUMWE mukadzi anoti murume wake anogara achimuudza kuti achamuisira muchetura mune zvekudya kuti afe nekuda kwekuti anomushusha nenyaya yekuti ariritire mhuri yavo.

kwayedza haisi kumira

BEPANHAU reKwayedza riri kuramba richisimukira zvikuru sezvo rava kuverengwa nevanhu vakawanda, avo pari zvino vave pachikamu che15% chevaverengi vose vemapepanhau anobuda pasvondo muZimbabwe.

Izvi hazviitwe: Charumbira

MUKURU wemadzimambo nemadzishe munyika, Mambo Fortune Charumbira, vanoshora zvikuru kurohwa kwaMambo Chivero vachiti zvakadai hazvifanirwe kumboitika kana kudzokororwa.

Zvematongerwo enyika

Munyaradzi Gunduza— 5. Sarudza nhetembo ina dzezvematongerwo enyika dzakanyorwa navananyanduri vakasiyana dziri muna Mutakunanzva Wenhetembo ugotsanangura zvinotaurwa mune imwe neimwe yadzo. [25]

Stanley asara musoro bedzi

Munyaradzi Gunduza— SVONDO rino tinofambira mberi nekupedzisa mhenenguro yekupindirana kwemusoro webhuku nenyaya. Eve anosangana nemavanga erudo paanobvisa pamuviri mushure mekunge apedza zvidzidzo zvake zveA-Level paGirls High. Muridzi wepamuviri anove Solo…

Zvanzi Jesu ari kuBudaz

IMBWA HAIHUKURE SADZA DAI Jesu ainzi adzoka, uye ari kuBudaz kana kuDomboshawa, waiita sei? Vazhinji vedu taivhara dzimba, toregeresa vana kuenda kuchikoro kuti tinoona Jesu. Kwete kungomuona nemaziso chete, asi…

Ndapona: Mukadzi wekudya chevakuru

MUKADZI wekwaChikwaka, kuGoromonzi – uyo akaita mashura apo anonzi akaedza kudya mwana wake kasvava kaainge achangobva kusununguka, asi ndokuzopedzera nhomba yake pakudya chevakuru chake nekunanzva ropa rose raaive abuda pakuzvara…

Vamwene imi muri pfambi: muroora

‘Makaita vana nevarume vakasiyana’ Trymore Muvhawa VAMWENE vakadunura mudare redzimhosva vachiti vari kuoneswa pfumvu nemuroora wavo achivati ipfambi yemakoko uye anogara achivatukirira nekuda kuvatema nedemo.

Hatitye: Nhamoinesu

. . .‘Zvevaya vane mazita makuru hazvina basa’ Mugove Chigada ari kuFRANCEVILLE, kuGabon— MUTAMBI wemaWarriors, Costa Nhamoinesu, anopikisa mashoko anoti vatambi venhabvu vekumhiri kwemakungwa, avo vari kutambira zvikwata zvenyika dzavo…

×