Zvirwere zvinobata munguva yemvura

‘Manyoka ndiwo dambudziko guru’ BAZI reutano nekurerwa kwevana riri kuyambira veruzhinji kuti vatore matanho ekuzvidzivirira kubva kuzvirwere zvemanyoka secholera netyphoid, izvo zvinowanzonyuka munguva yekunaya kwemvura, zvikuru zvichikonzerwa nehuchapa.

Kuvandudza goho nekusakura mbeu

Simba Gotosa— MBESA dzechibage nesoya beans zvirimwa zvinorimwa nguva imwe chete yemwaka dziri mumaraini akapamhamha izvo zvinokonzera kuti chirimwa chikwikwidzane nesora pakutora fetireza yamunenge maisa.

‘Tinokohwa pakuru neCommand Agriculture’

VAMWE varimi vari kubatsirwa pasi pechirongwa chekupihwa zvekushandisa neHurumende cheCommand Agriculture vanoti vane tarisiro yekuti vachakohwa goho guru mwaka uno.

Mayunifomu:Zvitoro zvoita mitengo miviri

IBESANWA muguta reHarare svondo rino apo vabereki vari kutenga zvinhu zvakasiyana zvevana vechikoro segadziriro yekuvhurwa kwetemu yekutanga musi wa10 Ndira.

Afobe otambiswa nhova

MUTAMBI weBournemouth, Benik Afobe, akange asimo mumutambo wechikwata chake neArsenal musi weChipiri svondo rino nekuti haana kuwaniswa matsamba anomutendera kuti atambe nhabvu kuDemocratic Republic of Congo.

ZRP yobatsira nherera, chirikadzi

Trymore Muvhawa— MAPURISA eZimbabwe Repulic Police ari kuita basa guru rekubatsira nherera nechirikadzi dzakasiiwa nemapurisa aishandira chikamu chePolice Protection Unit (PPU) kubudikidza nekuvapa chikafu nekubhadharira vana mari dzechikoro.

×