Kurambwa nebhawa chairo

SEKURU vangu vaive n’anga yaiita mashiripiti. Asi vakandirambidza kuita zvehun’anga. Vakandinyima mishonga yavo, vakandiudza kuti yaive yakaipa. Vakandifungisa mumwe murume akadzingwa mubhawa achinzi, “Ibva muno unotitadzisa kunwa doro. Fesi yako…

Akawachiswa neaimbove mudzimai wake

Muchaneta Chimuka MUDZIMAI wekuChitungwiza, wekunzi akafurirana neshamwari yake pamwe nehanzvadzi kubira aimbove murume wake midziyo yebasa inokosha US$1 245, akazozvidemba zvichitevera kumiswa kwavakaita mudare redzimhosva reko. Tatenda Yasini (22) neshamwari yake,…

Kugadzirira mwaka wezhizha

TINOKUCHINGAMIDZAI zvakare varimi pano paSeed Co Mudhumeni Mukuru. Tese tinoziva kuti muZimbabwe, kurima ndiwo musimboti weupfumi hwedu. Zvauri musimboti zvava kutoda kurongeka kwakanyanya kuvarimi. VeMeteorological Services avo vanoona nezvemamiriro ekunze vari…

Mukuwasha natezvara tiba!

Muchaneta Chimuka TEZVARA nemukuwasha vanonzi vakamutsa zvimbokoma ndokurwisana mushure mekunge vadhakwa pavaikurukura nyaya dzainetsa mumhuri. Izvi zvakabuda mudare reChitungwiza Magistrates’ Courts apo Joseph Mahobo (52) akamhan’arira tezvara vake, Charles Ngwerume (35),…

Anorova mukadzi ari musvo. . . nekumudira mvura inopisa

Amager MufemaIMWE chembere yakasvimha misodzi kuchema mudare ichiti iri kushungurudzwa nemurume wayo uyo anoibvisa hembe, oidira mvura inopisa pamwe nekurohwa kana ichange yaramba zvemumachira. Tracy Kangandu akamhan’arira Temba Moyo kuHarare Civil…

Zb Bank yauya nezvitsva

Daphne MachiriBHANGA reZB Bank rakaparura chirongwa chakananga kurerutsira veruzhinji vanoda kutora kana kutumira mari kwakasiyana zviri nyore, cheZB Pauri/Khonapho Card. Vachitaura nevatori venhau pakuparurwa kwechirongwa ichi muguta reHarare, chamangwiza vebhanga iri,…

GRADE 7: Mazwi neuwandu

Ticha DangaNEKUDA kwekutaura kwakamonyoroka kwatinoita chiShona nguva zhinji, zvinoita kuti kumonyoroka ikoko kupedzisire kwava kuita kunge ndizvo zvinofanirwa kuitwa. Izvi zvinokonzerwa nekuti hapana anenge achigadzirisa mhosho idzi. Kana zvino vana…

Mukombe ndewani?

Chicken Inn Dynamos Highlanders caps united CHICKEN Inn ingakwanise here kuchengetedza mukombe weCastle Lager Premier Soccer League uyo wayakabvutira Dynamos mwaka wadarika?

Zvakakosha kunzwisisa zvirwere – Parirenyatwa

Daphne Machiri   GURUKOTA rezveutano nekurerwa kwevana, Dr David Parirenyatwa, vanoti zvakakosha kuti vanamazvikokota munyaya dzeutano vave neruzivo rwakadzama pamusoro pezvirwere zvinopararira kuburikidza nekutapurirana nezvisingatapuriranwe kuitira kuti patorwe matanho ekuzvidzivirira nguva…

Gumbo regarwe rine chuma puu pamusha

 ‘Tinombomuka chivanze chizere netsvina yevanhu’ Chiwoko ichi chainge chakashongedzwa nechuma chichena, chitsvuku, chitema necheyellow.CHINHU chinenge gumbo kana kuti chiwoko chegarwe kana chemupurwa, icho chaifema chichifamba-famba, chakafuma chakakandwa nemunhu asina kuzivikanwa…

×