Xhaka mbambo yeArsenal
MUTAMBI weSwitzerland, Granit Xhaka (23), ari kutarisirwa kutamba chinzvimbo chikuru kuArsenal zvichitevera kutengwa kwaakaitwa nemari inosvika 35 miriyoni paunzi achibva kuBorussia Monchengladbach, sekufunga kwaPer Mertesacker. Chizvarwa chekuGermany ichi chinoti chakamirira kutamba…
Batsiraiwo murwere wegomarara Dube
Muchaneta Chimuka MUKOMANA wechidiki wekuArda Transau iri kwaMutare ari kutsvaga rubatsiro rwemari inokwana US$650 kuruzhinji rweZimbabwe yekuti akwanise kurapwa chirwere chegomarara reganda icho chiri kumutambudza zvakanyanya kubvira gore rapera. Isaac Dube…
‘Ipfambi iyo, ndiko kwaakasotwa’
Kingstone Mapupu VABEREKI vemukadzi anoti ari kuitwa mukadzi nezinyoka iro rinomuyamwa, richipinda nemukanwa serinomutsvoda uye kugara mudumbu make vanoti mwanasikana wavo uyu ngaataure chokwadi chekuti ipfambi yemakoko zvekuti anoziva kwakabva…
Mukaka wemukadzi waoma
MUBVUNZO: Sekuru, mukadzi wangu ane 3 weeks asununguka. Pose apa mukaka waibuda wakawanda asi pari zvino mazamu ake akaoma kuti gwa. Haachabuda kana donhwe zvaro. Chingava chii? MHINDURO: Muzukuru, nevamwe…
Madyarirwo embeu yefodya
Wonder Chakanyuka VARIMI kuti vakohwe fodya yemhando yepamusoro inovawanisa muripo wavanogutsikana nawo kumisika pakuitengesa zvinotangira pambesa yakanaka. Nekudaro nyanzvi dzezvekurima fodya dzinokurudzira kurimwa kwenhondo dzine hutano uye dzinokura zvakaenzana. Varimi vefodya yemadiridziro…
Zvikwata zvorwira Van Persie
STOKE ndicho chimwe chezvikwata chakapihwa mukana wekutenga Robin van Persie (32) (ari pamufananidzo) kubva kuFenerbahce. Mutambi uyu anove chizvarwa chekuHolland anonzi ari kuda chaizvo kudzoka kuzotambira nhabvu yake muPremier League uye…
Mudzimai hutu nababamudiki
Tafadzwa Mutsotso NYAKUTORERWA mudzimai nemunin’ina wake akamiswa mudare achipomerwa mhosva yekuda kumupisira mumba. Lillian Tambara akaendesa Adam Sachikombe kuHarare Civil Court achiti akarambana naye gore rakapera asi ari kuramba achimushungurudza. “Murume…
A-LEVEL — MASIMBA…Chisvo opopotera mukoma Garikai
Ticha Tichaziva “NHUMBI DZOMUFI” naKeresia Chateuka (137 – 138) NYAYA YACHO (Enderero mberi): Kunopera mwedzi miviri VaMambanje vachiedza kuunganidza $1 000.00 yakanga yarehwa. Zuva racho zvinhu zvose zvakanzi zvibude panze,…
O-LEVEL — MUSEVE USINGAPOTSE/TAMBAWOGA MWANANGU
Munyaradzi Gunduza Mutambi mukuru: (Tinoenderera mberi) Pondai anopamba umambo hwaMambo Chakaingesu. Zvinoonekwa paanotama pamba pake achinogara pachisuvi paigarwa nemadzimambo mushure mekunge auraya muridzi weumambo, VaChakaingesu nekutora madzimai avo. Anobva atanga…
‘Koshesai mabasa emawoko’
Malven Mugadzikwa naTafadzwa Mutsotso ZVIKORO zvinokurudzirwa kuti zvikoshese zvidzidzo zvemabasa emawoko sezvo izvi zvichifambirana nechirongwa cheHurumende chekuvandudza upfumi hwenyika, cheZim-Asset. Kurudziro iyi yakaitwa svondo rapera nemukuru wedzidzo mudunhu reHarare, VaChristopher Chamunorwa Kateera,…



