Mwana ndewani?
Mukadzi wemunhu oda mendenenzi kuchikomba MUDZIMAI akaroorwa wekuChitungwiza anonzi ari kureva mendenenzi ye$150 kuchikomba achiti ndicho chakamuitisa mwanakomana ane mwedzi minomwe yekuberekwa uyo waari kugara naye nemurume wake. Mumhan’ari, uyo ari…
‘Akandipisira nevana mumba’
‘Iwe wakadanana nemunin’ina wangu’ MUKADZI wekupisirwa mumba pamwe chete nevana nemurume wake achipomerwa mhosva yekumuchengetesa mwana asiri wake akazopotera kudare redzimhosva. Farisai Nherera akaendesa murume wake, Charles Nherera, kudare reHarare Civil…
Bolt akakuvara
USAIN Bolt achashanyira chiremba wake, Dr Hans Muller-Wohlfahrt, kuGermany svondo rino nechinangwa chekurapwa kukuvara kwaakaita uko kunogona kumutadzisa kuenda kunokwikwidza kumaOlympics.
Anoda kuzvisungirira pabasa
Amager Mufema MUKADZI wekurambwa nemurume anonzi ave kuenda kubasa kwake achida kunozvisungirira achiti hapasisina chikonzero chaachararamira sezvo akarwadziswa nekukandwa tsaga. Claperson Chaitezvi akamhan’arira aimbove mukadzi wake, Ellah Dombo, kudare reHarare Civil…
Mutambi mukuru
Munyaradzi Gunduza Kwandiri mutambi mukuru ndiPondai nekuti anopikisa mambo vake. Tinozviona zuva rinogarwa dare pamuzinda waMambo Chakaingesu vachida kusuma machinda nen’anga dzavo nezvenyaya yekuti vaende kunoratidza Karinge ninga yairadzikwa madzimambo…
Maidei ava pfambi
“HUPENYU” naValeria Chaukura (133-135) Nyay yacho (Enderero mberi):
B & P Study Centre iri kusimukira
. . . yokoshesa tsika nemagariro CHIKORO cheB & P Study Centre, icho chiri kwaSeke, chiri kukoshesa zvikuru nyaya dzekuchengetedza tsika nemagariro zvinova zvinofambirana nezvirongwa zvedzidzo uye chakavaka muzinda unochengeterwa…
Glen View 6 Primary ishasha paShona
CHIKORO cheGlen View 6 Council Primary School, icho chiri muguta reHarare ishasha mukugona chidzidzo cheShona izvo zvinoratidzwa nekubudirira kunoita vana vepo pabvunzo dzeGrade 7 mumakore adarika.Mukuru wechikoro ichi, Mai Mara…
Zviri pachena seroadblock
CHOKWADI ine nhamo nenhunzi mombe isina muswe. Nhai vanhu vatema huroyi uhwo, huroyi, huroyi tinohudii kana husingapururudzirwe? Tinohudii kana husingaitirwe field day kana zuva rekuhupemberera? Ndinozviziva kuti variko vakapa imbwa dzavo…
Kudiridza nzimbe nyore
VARIMI venzimbe avo vange vakatarisana nedambudziko munyaya dzemadiridziro vobatsirika zvakanyanya kuburikidza nekushandisa michina yeMoneyMaker Irrigation Pumps.







