Anoisira mukadzi zvinovava mumbatya
Amager Mufema MUMWE mukadzi anoti murume wake ane katsika kekuisa huriri kana kuti hunye hunovava muzvipfeko zvake zvemukati nedzimwe nhumbi kuitira kuti avaviwe kana achinge azvipfeka uye akamudzinga pamusha. Jessie…
Mubairo weku‘kecha’ mukadzi wemuridzi
Tafadzwa Mutsotso MUKOMANA wekunzi akahwapurira mumwe murume musikana waakange aroora amirira kuchata naye akazopotera kudare achiti ashaiswa rugare nemurume uyu. Blessing Mhungure akamhan’arira Licken Mlambo kuHarare Civil Court achiti ari kugara…
Mwana (12) akazorwa hiv nasisi (32) mubhawa
PANE mukadzi mukuru akamiswa pamberi pedare reChitungwiza Magistrates’ Courts svondo rapera akatarisana nemhosva yekupinda pabonde nekamwana kane makore 12 ekuberekwa ndokukatapurira utachiwana hweHIV uye vaviri ava vanonzi “vakakechana” murimwe bhawa…
Zvisasa rudzii zvakadaro?
MUBVUNZO: Nhai Sekuru, ndakangomera zvimapundu pasikarudzi zvakaita sechisasa. Ndakambobvunza umwe munhu akati, pane munhu anondichiva, zvinopera kana ndikarara naye. Asi handina kutora pfungwa iyoyo. Pandinokwenya, ganda repamusoro rinobva rabva pouya…
Zvikwata zvenetball zvotatsurana
Gore rino, mutambo uyu uchange uine zvikwata 12 kusanganisira zviviri zvinoti Pamushana High yekuMasvingo iyo yakahwina mukombe uyu gore radarika neSobukhazi School yekuBulawayo inove ichatambirwa fainari yegore rino.ACHANGE ari makuwerere…
‘Chimoko’ chakakutsiranwa
Yvonne Chidochashe Manyanja MUKADZI wekudanana nemurume wemuridzi anoti akazvisikira moto muziso zvichitevera kurwiswa kwaakaitwa nemudzimai wacho achibatsirana nemwana wake.Barbra Manyangadze akapotera kudare reHarare Civil Court achimhan’arira Mercy Katanha nemwana wake,…
Kasikana konzi kapedza varume
Gabriel Singano KASIKANA kekupomerwa kuzezesa munharaunda yakanogara nekutora varume vevaridzi kakazodhonzerwa kudare mushure mekunge katukirira mumwe mukadzi ndokuzokwekweretsa murume wake kakamubata bhande kachienda naye.
Nakirwa nematemba
USAVI hwematemba, uhwo vamwe vanoziva nezita remadumurirwa rechiRungu sekuti “same age boys” nekuda kwekuti hove idzi dzakaenzana pakukura, kudya kunonaka zvikuru uye kunovaka muviri sezvo kusina mafuta akawanda kana zvichienzaniswa…
Nettleton ndiyo yakakunda
Yakatora mukombe wekubatsira panjodzi VANA vepaNettleton Junior School, kuHatfield muguta reHarare, vari kushura mare muzvidzidzo zvekubatsira vanhu vanenge vawirwa nenjodzi zvichitevera kukunda kwavakaita mumakwikwi enyika yose, eSt John’s Ambulance National…
Murume anodzingwa pamubhedha negudo
MUKADZI wekuUzumba, kuMashonaland East, anoti akaparadzirwa imba yake kanokwana katatu apo varume vaimuroora vaiguma vamuramba nekuda kwekuti pane zvipuka zvakaita senyoka, gudo, mupurwa nembwa zvaimuita mukadzi pamadiro.




